VAVERENGI, svondo rapera takati mufembere, mutiudze kuti muimbi wechidiki watakaburitsa papeji rino ndiani. Takati muimbi uyu ari kusimukira mumusambo weSungura. Mhinduro chaiyo ndeinoti TENDAI DEMBO. Hedzinoi dzimwe dzemhinduro dzakatumirwa nevamwe vaverengi:
Muimbi ari muKwayedza ndiTendai Dembo. – 0782 837 807.
* * *
Muimbi uyu ndiTendai Chipara. – 0783 368 128.
* * *
Ari pamufananidzo uyo ndiFrancis Slomo Dhaka. – Togarasei Muvasha, Mutare.
* * *
Muimbi wechidiki uyu anonzi Tendai Dembo. – Itayi Musunga, Mabvuku Harare, 0772 877 772
* * *
Muimbi uyo ndiTendai ‘Dot com’ Chipara. – Crucial.
* * *
Muimbi uyu ndiTendai Dembo. – 0771 320 211.
* * *
Munhu uyu ndiTendai Dembo. – Mambeva, 0716 894 399.
* * *
NdiTendai Dembo. – Lloyd Mukundu, 0738 921 231.
* * *
Muimbi uyu mwana waDembo. – 0773 829 783.
* * *
Muimbi ari pafembera-fembera anenge mwana waLeonard Dembo ariye Morgan. – Lovemore Kashawo, Harare.
* * *