Kwayedza

Fembera-fembera tione!

VAVERENGI tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti munhu uyu, uyo anove muimbi ane mukurumbira uye achiita zvemadhirama ndiani.

Musapfuurwe neKwayedza resvondo rinouya kuti muzive kuti uyu ndiani.

Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti: +263 714 200 007.