Kwayedza

Fembera Fembera Tione!

VAVERENGI, svondo rapera takati mufembere, mutiudze kuti munhu watakaburitsa papeji rino ane mukurumbira munyaya dzekutamba pamwe nekuridza gitare kune chimwe chikwata cheSungura uye achiita zvemitambo yekutevedzera inosetsa (comedian) ndiani. Mhinduro chaiyo ndeinoti JUSTICE “MACHISA” MUSHORAN’ANGA.
Vaverengi vakawanda vakatumira mhinduro dzavo uye hedzinoi dzimwe dzacho:
NdiMachisa. – Bradlone Chinyanga.
* * *
NdiMachisa. – 0716 870 932
* * *
NdiMachisa. – Tinashe Chinotimba, Chitungwiza.
* * *
NdiMachisa wekwaKapfupi. – Ma Rikembo, Glen Norah B, Harare.
* * *
NdiMachisa/Majisa wekutambira Orchestra Ndozvoo. – Freddy M Trust paMverechena, Domboshava.
* * *
NdiMachisa. – 0773 124 704, Mutare.
* * *
NdiMachisa anoridza naKapfupi. – 0776 607 087.
* * *
Anonzi Machisa. – 0771 381 876.
* * *
NdiMachisa wekwaKapfupi. – Osy Mapendere, Gokwe.
* * *
NdiMachisa weExtrandozvo kwaKapfupi. – Linnet Maenda, Epworth.
* * *
NdiBhonjisi. – Shamie, Gweru.
* * *
Majisa. – 0717 088 812.
* * *
Anonzi Machisa. – 0775 244 984.
* * *
NdiMacheso. – 0778 929 214.
* * *
Anonzi Manjisa. – 0776 148 612.
* * *
Machisa. – 0776 600 091.
* * *
NdiMachisa. – 0773 181 350.
* * *
Anonzi Machisa. – S Usavi.
* * *
NdiMatches. – 0714 476 493.
* * *
NdiMachisa. – 0771 782 913.
* * *
NdiKapfupi. – 0776 393 889.
* * *
NdiMachisa wekwaFredy Manjalima kana kuti Kapfupi. – 0773 165 044.
* * *
NdiMachisa. – Acc kuGlen View 7, Harare.
* * *
Anonzi Machisa. – 0778 287 043.
* * *
Machisa. – 0717 790 773.
* * *
Machisa – 0718 035 815.
* * *
NdiMachisa. – Bridget kuBelvedere, Harare.
* * *
Anonzi Machisi. – 0733 966 603.
* * *
NdiMechisa. – 0776 288 804.
* * *
NdiMachisa. – 0783 925 955.
* * *
NdiMachisa anoimba naKapfupi. – Mhanje.
* * *
NdiMachisa uyu. – 0734 243 397.
* * *
Munhu uyu ndiMachisa. – 0712 588 523.
* * *
Anonzi Machisa wekwaKapfupi. – Nyoni Wellington, Dziva Sports Bar, Gazaland.
* * *
NdiMachisi weOrchestra Ndoozvo. – 0773 501 332. * * *