Kwayedza

Fembera-fembera tione!

VAVERENGI tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti munhu uyu, uyo anove muimbi ane mukurumbira ndiani. Pane maDVD mashanu nemaCD mashanu emuimbi uyu ayo achahwinhwa nevaverengi gumi vekutanga vachatumira mhinduro dzavo uye vakagona kuti muimbi uyu ndiani.

Musapfuurwe neKwayedza resvondo rinouya kuti muzive kuti munhu uyu ndiani.

Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti +263 714 200 007.