Kwayedza

Fembera-Fembera Tione!

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere mutiudze kuti munhu uyu – uyo anove mudetembi mukuru (poet) zvakare ari munyori wenziyo pamwe nemabhuku — ndiani.

Musapfuurwe neKwayedza resvondo rinouya kuti mugoziva munhu uyu.
Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti 0714 200 007.