Kwayedza

Fembera-Fembera Tione!

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti mutambi uyu – uyo akaita mukurumbira zvikuru munyika muno munyaya dzemadhirama aibuda paterevhizheni aine mumwe mutambi zvakare aive nyanzvi anove mushakabvu mumakore ekuma1970 nekuma1980 – ndiani.

Musapfuurwe neKwayedza resvondo rinouya kuti mugoziva mutambi uyu.

Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti 0714 200 007.