Kwayedza

Maticha 3 904 akapinzwa basa

Muchaneta Chimuka

HURUMENDE yapinza mabasa varairidzi vanosvika 3 904 uye mazita avo achashambadzwa mubepanhau reThe Herald.

Mashoko atumirwa nebazi redzidzo yepuraimari nesekondari anoti varairidzi ava vanotarisirwa kuti vaende kumahofisi edzidzo ari kumadistricts nekukasika.

Zvakawanda zviri kutevera.