Kwayedza

Maticha eZimbabwe odadisa kuNamibia

Cde Mary Mliswa-Chikoka

PREMIUM

Conrad Mupesa ari kuRUNDU, Namibia

ZVIZVARWA zveZimbabwe zviri kunze zviri kuramba zvichisimudzira mureza wenyika nekugona mabasa akasiyana izvo zvinoratidza kunaka kwakaita dzidzo yemuno.

Mumwedzi mishoma yapfuura, zvizvarwa zveZimbabwe kubva kuvana vechikoro, vari mune zvemitambo, zvesainzi nevamwe vasimudza mureza wenyika pasi rose nekukunda mumakwikwi nezvimwe zvakasiyana.

Pari zvino, varairidzi veZimbabwe vari kushandira kuKavango East Region, kuNamibia vari kurumbidzwa nekugona basa kwavo izvo zvaita kuti vana vavari kudzidzisa vabude zvakanaka muzvidzidzo mumakore mashoma apfuura.

Izvi zvauya panguva iyo maticha kubva kuZimbabwe akapihwa mabasa kuRwanda apo nyika iyi iri kuvandudza dzidzo yayo.

Nguva pfupi yadarika, chikwata kubva kuMashonaland West chichitungamirirwa negurukot...

Please subscribe to view this content.