Kwayedza

Mwana afira mbwanana

Phillip Zama naRegerayi Mazivanyika

PREMIUM

Kingstone Mapupu

MHURI inogara murukisheni rweMapfungautsi paGokwe Centre, kudunhu reMidlands, ine kutya kukuru zvichitevera kufa nenzira isinganzwisisike kwemwanasikana wavo aiva negore nemwedzi mishanu yekuberekwa mushure mekunge mumba mavo mapinda miremwaremwa miviri pakati pehusiku.

Nyaya yemiremwaremwa iyi inonzi yakaitika apo vemhuri iyi vakapopotedzana nemuvakidzani wavo nekuda kwembwanana yake yaiva yadya mupunga nemuto wacho zvikaita kuti vairove ikazofa.

Mudzimai anove muridzi wembwa iyi anonzi akazotaurira vemhuri iyi kuti kufa kwembwa yake kwaizotevedzana nerufu rwemunhu apo mwana uyu akazofawo.

Mai Regerayi Mazivanyika (30) vanogara kuMapfungautsi ndivo vane mwana anonzi akafa mushure mekupopotedzana nemuvakidzani wavo Mai Erita Manyerere (53).

Nyaya iyi yatova kudare raM...

Please subscribe to view this content.