Kwayedza

Ngatibatane, handi makwikwi: Chikuyo

Evangelist Robson Chikuyo

PREMIUM

Abel Ndooka

MUIMBI wechitendero ari kusimukira – Evangelist Robson Chikuyo – anoti vaimbi vemusambo uyu vanofanirwa kubatana mukuita mashoo nekutsikisa nziyo sezvo chinangwa chavo chiri chekutendeutsa vanhu.

Chikuyo, uyo anotungamira chikwata cheThe Preachers of Salvation, ari kushanda nevamwe vaimbi vari kusimukira vakaita saDedicated Kerrymore Musasa uye anoti vaimbi vechitendero havafanirwe kuita makwikwi pakutsikisa mhanzi.

Chikuyo akatanga zvekuimba mugore ra1981 asi ndokuwana mukana wekutanga kutsikisa nziyo dzake gore rino.

“Vaimbi vechitendero, ngatishande pamwe chete tiparidze vhangeri tichitendeutsa vanhu. Mhanzi yechitendero haisi yemakwikwi asi ndeyekuparidza shoko raMwari nekutendeutsa vanhu panguva imwe chete.

“Naizvozvo, sevaimbi tinofanirwa kubatana toshanda to...

Please subscribe to view this content.