Kwayedza

TISHAMWARIDZANE

MURI kutsvaga shamwari yechirume kana yechikadzi here? Nyorai ku: Tishamwaridzane; Kwayedza, Box 396 Harare. Munogona kuunza matsamba enyu paHerald House muHarare kana kunyora paemail inoti: kwayedza@zimpapers.co.zw kana kutumira sms panhamba dzinoti: 0714 200 007.

MAKADINI veKwayedza? Ndiri musikana ane makore 20 nemwana 1. Ndinotsvagawo murume wekufambidzana naye ane mwana 1 kana asina. Ndodawo ane utsanana, anotya Mwari uye anoshanda nokuti ini ndoshandawo. Andifarira ngaandibate pa0783 220 474.
****
Makadiiko veKwayedza? Pane vose vaifona pa0771 292 615 ngavachirega, ndakamuwana.
****
Makadii? Ndinotsvagawo mudzimai ane makore 28 – 30 ari pamushonga. Ngaandibate pa0785 202 997.
****
Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 25 uye ndinotsvagawo murume anoda zvewanano ane makore 30 kusvika 40. Ndine vana vangu vaviri uye ngaave ane mhuri yake ane zvaanoita muhupenyu, ane rudo. Nhare yangu 0785 253 876.
****
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 31 ndodawo musikana wekuroora kana ane mwana 1 ane makore 19 – 27 akasimba zviri pakati nepakati. Asiri pamushonga anoda kuongororwa ropa. Ndoda anotya Mwari anoda zvekuroorwa kwete kutamba. Ngaave akanaka, ini ndakanakawo. Nhamba yangu 0784 799 803.
****
Makadii? Ndakambonyorerawo ndakasangana nematsotsi, ndiri mukadzi ane makore 36 uye ndiri positive. Ndinogara kumusha kuMash Central uye ndinoenda kumasowe. Anenge andifarirawo ndobatika pa0716 312 699.
****
Ini ndiri murume ane makore 50 okuberekwa, ndinotsvagawo mukadzi wekushamwaridzana naye ane makore 40 zvichikwira. Ndinoda ari serious asi mukadzi wemunhu kwete. Nhare dzangu idzi 0718 899 444.
****
Ndiri mukadzi ane makore 30 nevana 2 ndotsvagawo murume ane makore 40 kusvika 50. Nhare yangu 0771 281 806.
****
Makadii veKwayedza? Ndotsvakawo musikana akanaka ane mazamu mahombe asina chirwere uye ane rudo. Ngaave ane makore 25 zvichidzika. Nhare yangu 0776 857 455.
****
Makadini veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 26, ndodawo musikana chero ane mwana wake anoda zverudo. Akanaka mumoyo asina chirwere, anotya Mwari uye ngaave nemakore 18 kusvika 26. Anogara muHarare ngaandibate panhare yangu 0776 242 073 iripo paWhatsApp.
****
Makadii veTishamwaridzane? Ndiri murume ane makore 38 nevana 4, ndinoda mukadzi wekuroora ane makore 26 kusvika 30. Ngaave akanaka ane vana vake uye anonamata. Ndinoda anokwanisa kutambira dambudziko rangu, ndiri disabled asi ndinofamba nemadhondoro. Ndinoshanda, vandida fonai pa0785 757 369.
****
Makaita basa veKwayedza, ndakamuwana wandaida saka vose vachiri kufona kana kutumira meseji pa0737 815 158 ngavachirega.
****
Makadii? Ndiri mudzimai ane mwana 1 nemakore 35 ekuberekwa, ndinotsvagawo murume ane makore 40 kusvika 45. Ndiri negative, zvakawanda tinotaura asi vanoda kutamba regai kundifonera nevakaroora nematsotsi. Nhare yangu 0779 415 820.
****
Makadii? Ini ndiri mukomana ane makore 25, ndinotsvagwo shamwari kana penpal yechisikana ane makore 18 kusvika 26. Ngaave munhu anofarira smart, kunyanya vanobva Mash East neHarare. Anoda ngaandibate pa0774 985 729.
****
Ndiri madzibaba vane makore 45, ndinotsvaka amai vakavimbika vanotya Mwari. Nhamba dzangu 0735 992 780.
****
Makadii? Ndiri murume ane makore 40 nevana 2, ndotsvaga mukadzi anoda zvemba asiri pamushonga. Anoda anondibata pa0778 058 649.
****
Makadiiko? Ndine makore 28, ndodawo musikana wekuroora ane makore 22 zvichidzika. Andida anondibata pa0777 992 681.
****
Makadii veKwayedza? Ini ndiri murume ane makore 27 nemwana 1. Ndinotsvagawo mukadzi wekushamwaridzana naye ane makore 20 kusvika 27 ane mwana 1. Kana paine andifarira ngaandibate pa0716 097 814.
****
Ndiri murume ane makore 36, ndinotsvaga mukadzi ane makore 20 – 30 anofarira kugeza. Ndinobatika pa0774 014 814 uye masms ndinopindura.
****
Makadii veKwayedza? Ini ndotsvaga mukadzi wekuroora ari pachokwadi ane makore 25 – 30. Ndine makore 34 nemwana mumwe. Anoda ngaandibate pa0714 254 199.
****
Ndiri mukomana ane makore 27 ekuberekwa ndinotsvakawo musikana wekuroora ane makore 19 kusvika 22 ave kuda zvemba. Anotya Mwari, asina chirwere uye anoda ngaafone pa0716 065 996.
****
Kwaziwai, ndiri murume ane makore 38. Ndinotsvagawo musikana wekuwanana naye ari pachokwadi. Ndinotya Mwari uye ndinoshanda. Nhare yangu 0783 787 242.
****
Makadii veKwayedza? Ndiri mudzimai ane makore 34 nevana vaviri. Ndinotsvakawo murume wekushamwaridzana naye ari pachokwadi ane vana vakewo. Makore ndinoda 40 – 45, ngaave akati rebei zvishoma. Vane vakadzi vavo kwete musafona henyu. Nhamba dzangu 0784 794 539, kufona kana masms makasununguka.
****
Ndiri kudawo mudzimai ane makore 20 kusvika 30 anoda zvekuroorwa. Ari pachokwadi ndinobatika pa0783 247 570.
****
Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 42 nevana vaviri. Ndotsvakawo murume ari pachokwadi anoda kuroora ane makore 40 kusvika 50. Nhare yangu 0778 737 178.
****
Veduwe veKwayedza ndiri kuda mukadzi ane hutano hwakakwana, anotya Mwari uye ane mwana kana asina. Ndine makore 30, iyewo ngaave ane 25 zvichidzika ari anotya Mwari. Ada ndibate pa0775 138 378.
****
Ndiri murume ane makore 30 nevana vaviri, handisi pamushonga uye ndoda mukadzi ane vana vake akadzikama. Ngaave ane makore 26 zvichidzika. Nhare yangu 0776 560 149.
****
Makadii paTishamwaridzane? Ndiri mukadzi ane makore 44 nemwana mumwe chete. Ndinodawo murume ane makore 50 kusvika 55 ari pamushonga. Andifarira ngaandibate pa0772 758 263.
****
Ndokumbirawo mundishambadzewo. Ndiri murume ane makore 38 ndodawo mudzimai akazvipira kuvaka musha ane mwana 1 asinawo utachiona. Ngaavewo anofarira zvekumusha, asikana achishandawo rimwe basa ndizvo! Ndinoda kunyanya vari kuMidlands nepedo. Text, call/App pa0713 363 626.
****
Ndiri mudzimai ane makore 35 nemwana 1 ndinodawo murume ane makore 38 zvichikwira ari HIV positive but anotambira zvaari. Ngaave anonwa mishonga yake nenguva anotaridzika kugwinya. Anondidawo ndiri zvandiri ngaandibate pa0715 088 193.
****
Makadii? Ndiri mukomana ane makore 27 ndinotsvagawo musikana ane makore 18 – 22 asina chirwere. Andifaririra ngaatumire sms pa0775 181 139.
****
Ini ndiri mudzimai ane makore 33, ndinotsvaga murume anodawo kuvaka musha ari negative. Ane makore 39 zvichikwira ngaandibate pa0771 329 121.
****
Makadini? Ndinotsvagawo murume ane makore 24 zvichikwira ane mwana 1. Ndine makore 20, andida anondibata pa0775 083 353.
****
Ndiri murume ane makore 37, ndinotsvaga mukadzi anoda imba zviri serious ane makore ari pasi peangu. Ngaave ari HIV negative sezvandiri ane mwana 1 kana vaviri. Ada anofona pa0714 919 517.
****
Ndiri murume ane makore 33 nemwana 1, handisi pamushonga uye ndoda mukadzi kana musikana ane makore 25 zvichidzika akanaka mutsvuku seni. Ndibate pa0716 264 905.
****
Ndiri mudzimai ari pamushonga, ndotsvagawo shamwarirume yekushamwaridzana nayo ane makore 59 kusvika 65. Ngaave ari pamushonga ari muHarare neChi-town. Anoda ngaandibate pa0771 928 60.
****
Ndinotsvaga mudzimai ane makore 40 kusvika 50, ini ndine makore 54. Anenge ada anofona pa0776 593 259. Ndinonzi F. Mujuru.
****
Makadii veKwayedza? Ini ndiri mukomana ane makore 28, ndotsvaka womusikana wekuwadzana naye ane makore 18 zvichikwira kusvika 23 asi ari pamushonga kwete. Andifarira ndobatika pa0775 974 602.
****
Ndiri murume ane makore 39, ndinotsvakawo mudzimai anoda zvemba ari pamushonga ane makore 25 – 32. Nhare dzangu 0775 212 078.
****
Makadii? Ndiri murume ane makore 31 nemwana mumwe. Ndinodawo mukadzi ane makore 18 kusvika 27 ane mwana kana asina, kunyanya vanoshanda mumba. Ngaave asina chirwere, ndaneta nematsotsi. Nhare yangu 0714 665 643, ndiri muHarare.
****
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 49, ndotsvagawo mudzimai ari muHarare uye ari pamushonga. Ini ndine basa rangu rakanaka saka ngaave achishandawo. Vanoda kutamba kwete. Nhare yangu 0714 208 115.

YAMBIRO PAMUSORO PETISHAMWARIDZANE
CHIRONGWA chino ndeche vanhu vari pachokwadi avo vari kutsvaga shamwari (penpals) pamwe neavo vari kutsvaga wekuroorana naye. Naizvozvo vose vanotumira maSMS avo kuchirongwa chino ngavave vanhu vari pachokwadi uye voshandisa nhamba dzenharembozha dzavo chaidzo. Hachipo kuparadza dzimba dzevanhu nokudaro avo vakawanikwa nevakaroora havakurudzirwe kunyorera kuchirongwa ichi. — MUPEPETI.