Kwayedza

VaKennedy Kachuluka

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti munhu uyu — uyo ave mushakabvu asi aive nemukurumbira munyaya dzemadhirama nemafirimu uye akaekita mumafirimu anodarika 15 anosanganisira King Solomon’s Mines naFlame — ndiani.

Musapfuurwe neKwayedza resvondo rinouya kuti mugoziva kuti munhu uyu ndiani.

Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti 0714 200 007.