VAVERENGI tiudzei kuti muchero wemusango uyu, uyo unoti kana waibva unonunira, unonzi chii. Tumirai mhinduro dzenyu panhare dzinoti 0714 200 007 kana o774 132 838.
Mhinduro munoiwana muKwayedza resvondo rinouya.
* * *
Mhinduro:
Mhinduro yesvondo rapera ndeinoti dohwe. Kana awanda anonzi matohwe.
Dzimwe mhinduro:
Matohwe – 0774 827 285.
Dohwe – T. Dzido, kuMasvingo.
Dohwe – Samuel R. Mash.
Mutohwe – 0773 187 851.
Mutohwe – Robert Chigiya, Rusape.
* * *
Svondo rino:
Muchero uyu unowanikwa mudondo munguva yekunaya kwemvura uye uchinaka zvikuru. Unonzi chii?