Kwayedza

Ziva

VAVERENGI tiudzei kuti muchero wemusango uyu, uyo unoti kana waibva unonunira, unonzi chii? Tumirai mhinduro dzenyu panhare dzinoti 0714 200 007 kana o774 132 838.

Mhinduro munoiwana muKwayedza resvondo rinouya.

* * *