‘Zvava nyore kuwana mashoko’

Muchaneta Chimuka GURUKOTA rezvekuburitswa kwemashoko, Senator Monica Mutsvangwa, vakaparura chirongwa chiri maringe nezvemutemo mutsva weFreedom of Information Act unova uchayamura veruzhinji kuti vawaniswe ruzivo rwavangada kumapoka eHurumende nemamwe akazvimiririra pachena uyewo vatori venhau vachikwanisa kuita mabasa avo pasina kumbunyikidzwa. Vachitaura pachirongwa ichi, icho chakaitirwa pamasaisai nesangano reTag A life svondo rapera, Sen Mutsvangwa vanoti veruzhinji … Continue reading ‘Zvava nyore kuwana mashoko’