Kwayedza

Fembera-Fembera Tione!

VAVERENGI tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti munhu uyu, uyo ane mbiri mukufadza veruzhinji uye ari muimbi, ndiani.
Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti +263 714 200 007.
Musapfuurwe neKwayedza resvondo rinouya kuti muzive kuti shasha iyi ndiani.