Fembera-Fembera Tione!

18 Sep, 2014 - 18:09 0 Views
Fembera-Fembera Tione!

Kwayedza

fembera femberaVAVERENGI tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti munhu uyu, uyo ane mbiri mukufadza veruzhinji uye ari muimbi, ndiani.
Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti +263 714 200 007.
Musapfuurwe neKwayedza resvondo rinouya kuti muzive kuti shasha iyi ndiani.

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey