Denhe Reruzivo

8 years ago | June 17, 2016

Rondedzero

Ticha Danga PAZVIRONGWA zvapfuura takatarisa mamiriro erondedzero kubva kunhanganyaya kusvika kumhedziso. Rwendo rwuno ...

9 years ago | April 23, 2015

Hekani muroro

naDyke Matambo CHANGA chiuya chinenge mukaka Indodyiwa nevasina meno

GRADE 7: Bvunzo: Gara wakagadzirira

Ticha Danga NEMHAKA yekuti nguva tichiri nayo ngatiishandise zvine mwero kwete kuti tozozviona zvasvika nekuti hapana ...

CHISHONA CHAKANAKA

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai ...

O-LEVEL — MAKUNUN’UNU MAODZAMOYO: Monika anozotaura zvinogaromunetsa

Ticha Tichaziva CHITSAUKO 12 (Ongororo: Enderero mberi) Tinodzidzawo zvakati kuti maererano naTambudzai. Mwanasikana uyu ...

A-LEVEL — PAFUNGE: Josiah awana basa repayadhi kuGweru

Ticha Tichaziva CHITSAUKO 8 (Ongororo: Enderero mberi) Apo Josiah anobva pamusha anobva aenda zvachose izvo zvinonzi ...

9 years ago | March 20, 2015

GRADE 7: Zita remunhu nezvaanoita

Ticha Danga MUKUEDZA kubika tsambakodzi isiri mbwizhu tinopota tichibata kose kose kwete kuswera tangoti nanga-nanga ...

A-LEVEL — Pafunge: Anna anotukirira mumwe mukadzi

Ticha Tichaziva CHITSAUKO 5 (Nyaya yacho: Enderero mberi) Anna anovatuka ndokuvati kurudzi kwavo kune munhu akaita ...

CHISHONA CHAKANAKA

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai ...

O-LEVEL — MAKUNUN’UNU MAODZAMOYO: Amai vaMonika vanoda kuzviuraya

Ticha Tichaziva CHITSAUKO 9 (Nyaya yacho: Enderero mberi) Vabereki vake vari kutukana. Anoyeuka kuti ane zvinhu ...

9 years ago | March 13, 2015

Zvikoro, mari nekupasa

Muchaneta Chimuka ZVIKORO zvemuHarare neChitungwiza izvo zviri pazvikoro 100 zvepamusoro munyika yose (Top 100) pabvunzo ...

O-LEVEL — MAKUNUN’UNU MAODZAMWOYO: Monika anopihwa homwe yepepa

Ticha Tichaziva CHITSAUKO 8 (Nyaya yacho: Enderero mberi) Mujubheki anoti VaChigweru vamborega mwana agare pasi ...

A-LEVEL — PAFUNGE: Anna anonyorerwa tsamba yekurambwa

Ticha Tichaziva CHITSAUKO 4 (Ongororo: Enderero mberi) Josiah anoita seanoona Anna kunge munhu werudzi rwechikaradhi ...

ChiShona chakanaka

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai ...

Kunyora tsamba yebasa

Ticha Danga DZIMWE dzenyaya dzatinonyora munenge makambodzinzwa mugwaro rapfuura asi ngatirangarirei kuti mabhuku ...

Science ichatangira kupuraimari: Dokora

HURUMENDE inoti zvidzidzo zveScience zvichange zvave kuitwa kubvira padanho repuraimari nedonzvo rekuti vana vave ...

Chikoro chekuUzumba chakaparadzwa nedutu

Kingstone Mapupu MVURA yaive nedutu guru yakaparadza matenga edzimba dzekudzidzira pamwe nedzevarairidzi zvinokosha $3 ...

10 years ago | June 21, 2014

Mitupo, zvidao nemadzinza

ZVAKANAKA chose kuti takawanda tinoziwa mitupo yedu; asi dambudziko rinouya pakusaziva zvidao zvedu nemadzinza acho. ...

CHISHONA CHAKANAKA

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai ...

PANE NYAYA

SVONDO rega-rega vana vechikoro nezvikoro zvenyu munogona kuzvihwinira bhuku raIgnatius T. Mabasa rinonzi “IMBWA ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey