CHIKWATA chekuEngland cheBrighton chinonzi chakabvunza nezvemutambi weReims ane mukurumbira, Marshall Munetsi. Chizvarwa ...
Abel Ndooka MURAIRIDZI weFC Platinum – Norman ‘Muchina wemajuzi’ Mapeza – anoti mujaho wekurwira mukombe wePremier ...
Abel Ndooka ZIMBABWE Cricket inoti iri kutarisira zvikuru kubva kumurairidzi mutsva wemaChevrons – Dave Houghton – uyo ...
Abel Ndooka AKAFANOBATA chigaro chemutungamiri wesangano reZimbabwe Football Association (Zifa), Gift Banda, anoti ...
Abel Ndooka SHANGWITI dzemujaho wekumhanya dzemuZimbabwe nepasi rose dziri kutarisirwa kukwikwidza mumujaho weTanganda ...
Abel Ndooka VATSIGIRI venhabvu vanoti vari kurwadziwa zvikuru kuona dzimwe nyika dzichitamba mitambo yekurwira kuenda ...
Abel Ndooka SANGANO reNational AIDS Council (NAC) rorwisa kupararira kwechirwere cheHIV neAIDS pamwe nekutorwa ...
Abel Ndooka SHASHA yakambonetsa munhabvu — Dickson Choto — anoti nyaya yezvirango zvakatemerwa Zimbabwe neFIFA pamwe ...
Abel Ndooka PREMIER Soccer League inoti zvikwata zvine vatsigiri vachabatwa nemhosva yekuita mhirizhonga kumitambo ...
Abel Ndooka SHASHA yetsiva yechidzimai ari iye zvakare ane bhande eWBC Interim Champion – Kudakwashe Memory “Take Money” ...
Abel Ndooka VATSIGIRI venhabvu vanoti vari kushushikana zvikuru nenyaya dzemhirizhonga dziri kuitika kumitambo ...
Abel Ndooka HUTUNGAMIRI hweNorthern Region Division One hwazivisa kuti mitambo yenhabvu yange yambomiswa kuitira kuti ...
Abel Ndooka MUTAMBI wenhabvu Knowledge Musona nhasi asendeka shangu dzake dzekutambira chikwata chenyika cheZimbabwe ...
Abel Ndooka PREMIER Soccer League inoti yambomisa mitambo yose yenhabvu yeCastle Premiership nekuda kwemhirizhonga iyo ...
Abel Ndooka KUNOTSVA demo kugosara mupinyi kunhandare yeBabourfields Stadium kuBulawayo nemusi weSvondo uko makara ...
Muchaneta Chimuka CHIKWATA cheLighter Soccer Academy chiri kuUshewekunze muguta reHarare chorwisa kutorwa kwezvinodhaka ...
Abel Ndooka HAKUDANWE anonzwa nemusi weMugovera uye neSvondo apo zvikwata zvina zvasara mumutambo weDivision One Axis ...
Abel Ndooka SHASHA yetsiva yechidzimai yeWBC interim title, Kudakwashe Memory “Take Money” Chiwandire, anoti anoda ...
Abel Ndooka SACHIGARO weZifa Northern Region Division One, Martin Kweza, oshora zvikuru mhirizhonga yakaitika kunhandare ...
Abel Ndooka VARAIRIDZI nevatsigiri venhabvu votambira nemufaro mukuru draw rekurwira kuenda kumutambo weAfrica Cup of ...
© 2022 Kwayedza | Disclaimer | Copyright