Kingstone Mapupu MWANA wemakore mashanu ekuberekwa anonzi akatsitsirirwa ndokufa nemudhuri wesink waive wadhirika ...
Muchaneta Chimuka VARUME vana vekuChitungwiza vakamiswa pamberi pedare reko nemhosva dzekutyora mitemo ine chekuita ...
Muchaneta Chimuka MUZVINHABHIZIMISI wekwaSeke akamiswa mudare reChitungwiza Magistrate’s Courts nemhosva mbiri, ...
Danisa Masuku MWEYA wengozi yemunhu anonzi akafa nekupondwa wakaburitsa pachena kuhama dzake kuti akauraiwa nemukoma ...
Kingstone Mapupu MWANA aive negore nemwedzi mina yekuberekwa wekuBindura anonzi akatsikwa ndokufa nemotokari yababa vake ...
Kingstone Mapupu MURUME anoita basa rekubata hove kuSiakobvu, kudunhu raMambo Mola, kuKariba akasungwa nemapurisa ...
Muchaneta Chimuka VANHU vatanhatu vanogara kuChitungwiza vakamiswa mudare reko ndokubatwa nemhosva yekungomberekera ...
Muchaneta Chimuka MURUME anogara kuBudiriro, muguta reHarare, akamiswa mudare reChitungwiza Magistrates Courts ...
Kingstone Mapupu CHEMBERE yemubhuku raNyamunokora, kwaMambo Mutasa, kwaMutare inonzi yakamiswa mudare rasabhuku weko ...
Danisa Masuku MUKOMANA aive nemakore 17 okuberekwa aigara papurazi reSprings Farm, kuUmguza, kunze kweguta reBulawayo, ...
Danisa Masuku MUKADZI anozviti ndimukoti pachipatara cheMater Dei Hospital, kuBulawayo, anotarisirwa kupinda mudare ...
Gibson Mhaka MURUME wekuZaka, kuMasvingo, anonzi akanotora mwanasikana wake kumurume wake, ndokumuroodza kune mumwe ...
Danisa Masuku MURUME anogara mumusha weBellevue, kuBulawayo, akaendeswa kudare redzimhosva nemudzimai wake uyo ari ...
Kingstone Mapupu MUKOMANA ane makore 17 ekuberekwa wekwaNyashanu, kuBuhera, ari kunzi akaponda vanhu vechikuru vatatu ...
Kingstone Mapupu MWANA wemakore 13 ekuberekwa anga achiita Giredhi 7 kuGweru anonzi akapondwa nemusi weChipiri nemurwere ...
Kingstone Mapupu MURUME wechidiki wekuMasvingo akaita chisionekwi apo akaponda mwana anga ava nemakore mapfumbamwe ...
Munyaradzi Musiiwa MUDZIMAI wekuZvishavane akasungwa nemapurisa achipomerwa kuchata nevarume vaviri achiti murume wake ...
Gibson Mhaka MUDZIMAI wekuBulawayo anonzi akasvika pakutiza imba zvichitevera kufinhurwa kwaaita nekatsika kemurume wake ...
Gibson Mhaka MUDZIMAI wekuNyamandlovu, kunzvimbo yeUmguza, akazonopotera kudare redzimhosva achida kuti riparadze ...
Fourie Revai MUTEMO wekuchengetedza vanhu maringe nezvinyorwa zvepadandemutande rinosanganisira WhatsApp, Facebook, ...
© 2021 Kwayedza | Disclaimer | Copyright