Nhau Dzeutano

5 mins ago | June 10, 2021

CDC yopembedza Zim

Mukudzei Chingwere ZIMBABWE yakaiswa pachikero chenyika dzisina njodzi yakakura dzinokwanisa kushanyirwa zvichitevera ...

Vechidiki vodzidziswa nezveCovid-19

Muchaneta Chimuka VECHIDIKI vari kumativi mana enyika vobatsirika zvikuru kuburikidza nechirongwa chepadandemudande ...

1 day ago | June 9, 2021

‘Covid-19 ichiripo’

Tandayi Motsi BAZI reutano nekurerwa kwevana riri mushishi yekurwisa kupararira kwechirwere cheCovid-19 kunzvimbo ...

2 days ago | June 8, 2021

Vanhu vashanu vafa

Tandayi Motsi VANHU vashanu vakafa nechirwere cheCovid-19 nemusi weMuvhuro svondo rino izvo zvabva zvaita kuti huwandu ...

Jairirai upenyu hutsva – NAC

Muchaneta Chimuka NATIONAL AIDS Council (NAC) inoti zvakakosha kuti veruzhinji vajairire upenyu hutsva hwavepo ...

Vorwisa Covid nemitambo

Kingstone Mapupu SANGANO rinoona nezvemitambo mumusha weWarren Park nedzimwe nzvimbo dzakakomberedza guta reHarare ...

1 week ago | June 3, 2021

Mitemo yakananga kumisa Covid itsva

Muchaneta Chimuka SENZIRA yekudzivirira kupararirwa kwechirwere chemhando itsva yeCovid-19 icho chakatangira kunyika ...

‘Tazogariswa mudhishi’

Muchaneta Chimuka MUIMBI wemusambo weSungura asingaone, Daniel Gonora (50), anoti chirwere cheCovid-19 chamudzosera ...

1 week ago | June 2, 2021

Covid nezviri kuitika parufu

Tandayi Motsi HURUMENDE inoti inoshushikana zvikuru nekusatevedzerwa kuri kuitwa mitemo yakadzikwa yekudzivirira ...

1 week ago | June 1, 2021

Lockdown yenzvimbo inobatsira: Mangwiro

Mukudzei Chingwere ZVIRONGWA zvekurwisa chirwere cheCovid-19 zvemunzvimbo kana kuti munharaunda (localised lockdown) ...

‘Covid ichiripo pakati pedu’

Kingstone Mapupu MUMIRIRI weMhondoro-Mubaira mudare reNational Assembly, Cde Freddy Kapuya, vanokurudzira veruzhinji ...

Vabaiwa jekiseni reCovid vowanda

Tandayi Motsi MAJEKISENI ekudzivirira Covid-19 anodarika 1 miriyoni kusvika pari zvino abaiwa kuvanhu muZimbabwe rinova ...

Mushonga wavepo

Thandeka Moyo-Ndlovu VAGARI vekuBulawayo iye zvino vave kukwanisa kuenderera mberi nekubaiwa majekiseni ekutanga (1st ...

2 weeks ago | May 28, 2021

‘Majekiseni eCovid anobaiwa nenguva’

Tandayi Motsi MUTEVEDZERI wegurukota rezveutano nekurerwa kwevana, Dr John Mangwiro, vanoti majekiseni ari kubaiwa vanhu ...

2 weeks ago | May 27, 2021

Lockdown yakavhiringa chikamu chezvekuvaka

Tandayi Motsi CHIRONGWA chakaitwa neHurumende chekudzivirira kupararira kwechirwere cheCovid-19 mukutanga kwegore rino ...

Kwekwe ‘lockdown’ yorumbidzwa

Muchaneta Chimuka VERUZHINJI vari kurumbidza Hurumende nedanho rayakatora svondo rapera rekuti vagari vekuKwekwe ...

Zvinodhaka neCovid-19

Muchaneta Chimuka VECHIDIKI vanoyambirwa kuti vasiyane netsika yekutora zvinodhaka sezvo zviri zvimwe zvinoita kuti ...

Zim iri mugwara: WHO  

Muchaneta Chimuka  MUMIRIRI wesangano rinoona nezveutano pasi rose reWorld Health Organisation (WHO munyika muno, Dr ...

Vakawanda vobaiwa majekiseni eCovid 

Thandeka Moyo-Ndlovu  VANHU vakawanda vanonzi vari kubaiwa majekiseni ekudzivirira chirwere cheCovid-19 kuBulawayo izvo ...

3 weeks ago | May 21, 2021

‘Zvava kuda kushanda pamwe’

Muchaneta Chimuka KAMBANI yeUnilever Zimbabwe svondo rapera yakapa midziyo nezvimwe zvekushandisa mukurwisa kupararira ...