Muchaneta Chimuka GURUKOTA rezvekuburitswa kwemashoko – Senator Monica Mutsvangwa – vari kutenda Hurumende nekudzika ...
Lovemore Kadzura CHEMBERE ine makore 80 ekuberekwa yekweMambo Makoni kwaRusape inonzi yawanikwa iri musvo kumakuva ...
Kingstone Mapupu MWANA mukomana ane makore manonwe ekuberekwa anogara naamai vake kuManyame Park, kuChitungwiza asiira ...
Kingstone Mapupu MAPURISA eZimbabwe Republic Police (ZRP) ekuGweru asunga varume vana nemhosva dzavari kupomerwa dzekuba ...
Leonard Ncube MURUME nemudzimai wake vekuLusulu, kuBinga vakagurwa kunorira apo vanasikana vavo vaviri vakafira munzira ...
Mkhululi Ncube MHURI yekuNkayi kudunhu reMatabeleland North yarasikirwa nemombe 21 dzinokosha US$8 500 zvichitevera ...
Leonard Ncube MURUME nemudzimai wake vekuLusulu, kuBinga vakagurwa kunorira apo vanasikana vavo vaviri vakafira munzira ...
Aaron Nyamayaro naPardon Manase MUTUMBI wemukadzi wechidiki unonzi wakaendeswa kumakuva kaviri kese mushure megakava ...
Abel Ndooka MUDZIMAI anoita basa rekutengesa muviri kwaMutare ari kubuda pachena kuti murume wose waakadanana naye ...
Muchaneta Chimuka MUKADZI wekuChitungwiza wekuzvindikita kurova mwana wemuvakidzani wake pamwe nekumusaidzira kumadziro ...
Thupeyo Muleya ari kuBEITBRIDGE MUNYAYA ine nhoroondo, kunzvimbo yeBeitbridge kuMatabeleland South kwakagadzwa Sadunhu ...
Tendai Gutikwa ari kwaMUTARE VANASIKANA 4 vari kunetsana zvakanyanya nababa vavo vane makore 92 okuberekwa avo vavari ...
Muchaneta Chimuka naPhillipa Mukome-Chinhoi GURUKOTA rezvekuburitswa kwemashoko, Senator Monica Mutsvangwa, vari ...
Liberty Dube ari kwaRUSAPE MUDZIMAI wekwaRusape ari panguva yakaoma zvichitevera kupomerwa kwaari kuitwa kuti akaba vana ...
Arron Nyamayaro MHURI inogara mumusha weKuwadzana, muHarare inonzi yakachengeta chitunha chababa vavo mumba kwemazuva ...
Kingstone Mapupu MAPURISA eZimbabwe Republic Police (ZRP) vanoti vari kushushikana nekuwanda kuri kuita tsaona ...
Muchaneta Chimuka VAGARI vekuChitungwiza nedzimwe nzvimbo dzinosanganisira Seke vari kurumbidza kugadzirwa kuri kuitwa ...
Fungai Lupande MWANAKOMANA anova saimba, wekwaMasembura, kuBindura akashaya pekupinda nenyadzi mushure mekubatikidzwa ...
Kingstone Mapupu KUCHENGETEDZWA kwemiti kuburikidza nekusaitema zvachose kwaSadunhu Nerumedzo, kudunhu raMambo ...
Kingstone Mapupu VARI mubhizimisi rekutenga mombe vanosanganisira vemabhucha vanokurudzirwa kuti vakoshese kuita basa ...
© 2022 Kwayedza | Disclaimer | Copyright