naMuchaneta Chimuka MUMURIWO wemakabichi tinowana Vitamin C, mapuroteni nekudzivirira nyaya dzekufufutirwa mudumbu. ...
Muchaneta Chimuka CHIRWERE cheCovid-19 chinonzi chiri kukanganisa zvikuru mabasa evanhukadzi vari munyaya dzekurima ...
Muchaneta Chimuka NYAMA yemaguru emombe husavi hunofanirwa nevakawanda zvikuru uye huri nyore kubika. Svondo rino Mai ...
MUFUSHWA wemunyemba kudya kunovaka muviri kubva pasichigare uko kwaiita kuti vakuru vekare vagare vakagwinya uye ...
NYANZVI dzezveutano dzinokurudzira veruzhinji kudya chikafu chechivanhu chakaita serupiza icho chinonzi chakakosha ...
naMuchaneta Chimuka MUFUSHWA wemunyemba kudya kunovaka muviri kubva pasichigare uko kwaiita kuti vakuru vekare vagare ...
naMuchaneta Chimuka MAZONDO mudya ndakasungwa chaiwo kana achinge abikwa zvine unyanzvi uye muusavi uhu mune mapuroteni ...
Muchaneta Chimuka MuFUSHWA wehowa kana ukabikwa nemazvo kudya kunonaka zvikuru sezvo nyanzvi dzezveutano dzichiti hune ...
Kingstone Mapupu SANGANO rinorwira kodzero dzevanhukadzi, reMusasa Project, rinoti gore rino mhirizhonga dzemudzimba ...
naMuchaneta Chimuka MAZONDO mudya ndakasungwa chaiwo kana achinge abikwa zvine hunyanzvi uye muusavi uhu tinowana ...
Muchaneta Chimuka NYAMA yehwai inonaka zvikuru kana ichinge yakaringwa zvemhando yepamusoro. Svondo rino Memory ...
naMuchaneta Chimuka Hove inonzi chigwaya yakaomeswa iine dovi kudya kwakanakisisa uye kunochengetedza utano nekudzinga ...
naMuchaneta Chimuka NYANZVI dzezveutano dzinokurudzira veruzhinji kudya chikafu chechivanhu chakaita serupiza icho ...
naMuchaneta Chimuka MISORO yehuku inyama inonaka zvikuru kana ichinge yabikwa zvine hunyanzvi zvisinei nekuti vamwe ...
naMuchaneta Chimuka MANHUCHU ane dovi kudya kwechivanhu kunovaka muviri pamwechete nekupamhidzira simba. Svondo rino, ...
Muchaneta Chimuka MABUMBE kudya kunogadzirwa nemhodzi dzemanhanga kana mapudzi idzo dzinodzvurwa, dzosvinwa dzisati ...
BHINZI rine kudya kunovaka muviri semapuroteni uye riri nyore kubika.
NYAMA yemusoro wemombe ine dovi kudya kune mapuroteni akapamhidzirwa izvo zvinoita kuti muviri ugare wakagwinya ...
Muchaneta Chimuka NYAYA dzemhirizhonga yemudzimba dzinosanganisira kusariritira mhuri dzinonzi dziri kuwanda munyika ...
NYANZVI dzezveutano dzinokurudzira vanhu kuti vapote vachidya chikafu chakaita semutakura wenyimo uyo unonzi une zvose ...
© 2021 Kwayedza | Disclaimer | Copyright