CORONAVIRUS WATCH

2 days ago | July 3, 2020

Regai kuvarairwa – WHO

Munyori weKwayedza SANGANO rinoona nezveutano pasi rose, reWorld Health Organisation (WHO) rinokurudzira kuti vanhu ...

1 week ago | June 24, 2020

Vakaremara vakabatsirwa

Muchaneta Chimuka VANA vakaremara mitezo vemuguta reHarare, Chitungwiza neEpworth, avo vane vabereki vanorarama ...

Covid-19: ‘Siyanai nerusarura’

Muchaneta Chimuka VERUZHINJI vokurudzirwa kuti vasasarure vanhu vanenge vavhenekwa ndokuwanikwa vaine hutachiona ...

‘Tisakanganwe zvimwewo zvirwere’

Kingstone Mapupu MAMBO Chireya vekuGokwe, kudunhu reMidlands, vanoti apo nyika ino nepasi rose rakatarisana nekurwisa ...

2 weeks ago | June 17, 2020

Mapurisa asunga vanhu 67 000

Munyori weKwayedza MAPURISA eZimbabwe Republic Police (ZRP) vanoti vasunga vanhu 67 419 mumwedzi miviri nechidimbu ...

Zim yochema kuna Mwari

Tandayi Motsi PRESIDENT Mnangagwa nezuro vakatungamira munamato nekutsana kwenyika yose muchirongwa chekukumbira kuna ...

Varwere 62 vapona Covid-19

Tandayi Motsi HURUMENDE inoti kunyangwe zvazvo huwandu hwevanhu vari kuvhenekwa vachiwanikwa vaine Covid-19 huri ...

4 weeks ago | June 9, 2020

Chinoz ogovera mamasiki 30 000

Kingstone Mapupu MUMIRIRI weBuhera South mudare reNational Assembly, Cde Joseph Chinotimba, vakavamba chirongwa ...

Vane Covid-19 vowanda

Tandayi Motsi BAZI rezveutano nekurerwa kwevana rinoti muZimbabwe mava nevanhu 287 avo vanhenekwa ndokuwanikwa vaine ...

4 weeks ago | June 8, 2020

Covid-19 yatipinza munzara: Pfambi

Phillipa Mukome-Chinhoi VAMWE vanhukadzi vanoita mabasa ekutengesa miviri yavo vanoti vapinda munzara nekuda kwechirwere ...

1 month ago | June 4, 2020

Voshandisa ‘Bhinya Rd’ kutiza ZRP

Kingstone Mapupu VEDZIMOTOKARI nevanhu vanofamba netsoka avo vanenge vasina magwaro akakwana ekufambisa ekuratidza ...

1 month ago | June 3, 2020

Covid-19: Sadunhu oripisa mbudzi kana huku

Kingstone Mapupu SADUNHU Gwindi vekwaMambo Chinhamora, kuDomboshava, vanoti nechinangwa chekusimbisa chirongwa ...

‘Tiudzei vanhu vabva kunze kwenyika’

Tandayi Motsi MADZISHE, masadunhu nevamwe vatungamiriri vematunhu vakawana dzidzo kubva kuHurumende iri pamusoro pekuipa ...

1 month ago | May 22, 2020

MAONERO EDU: Covid-19 haina kwayati yaenda

NEMUSI weMugovera wadarika, mutungamiri wenyika President Mnangagwa vakazivisa matanho matsva pamwechete negwara rave ...

‘Ngatiregerei kurivara . . .’ COVID-19 ICHIRIMO MUNO: PRESIDENT

Munyori weKwayedza CHIRWERE cheCovid-19 — icho chinokonzerwa nehutachiona hunodaidzwa kuti coronavirus — hachina ...

‘Musapfekedze vana mamasiki’

Munyori weKwayedza VANA vacheche nepwere avo vane makore ari pasi pemaviri okuberekwa havakurudzirwe kupfeka mamasiki ...

2 months ago | May 14, 2020

Covid-19: ‘Tisarare nezamu mukanwa’

Tandayi Motsi HURUMENDE inoti zvakakosha kuti veruzhinji varambe vachitevedzera matanho akatarwa mukurwisa kupararira ...

4 months ago | March 12, 2020

Coronavirus: Idi nenhema

Hakuna chikonzero chekuti vanhu vabvume kuti kutonhora kwakanyanya kana mamwe mamiriro ekunze angauraya utachiona ...