NHAU DZEVARIMI

3 days ago | July 19, 2019

Kugadzira munda nemazvo

TINOENDERERA mberi nekukupakurirai ruzivo rwuri maererano nekurima nekugadzira munda zvemandorokwati nechinangwa chekuti ...

Mvura yemumadhamu yoderera

HUWANDU hwemvura iri mumadhamu ari munyika yose huri kuderera zvichitevera kusayerera kuri kuita mvura yemunzizi pamwe ...

Varimi vechibage vanoda kubhadharwa nenguva

VARIMI vanoti vanotambira nemufaro mutengo mutsva wechibage uyo wakaziviswa nedare reCabinet uye vari kukurudzira dura ...

Kutengeswa kwefodya kwadzikira ne4 percent

KAMBANI yeTobbaco Industry and Marketing Board (TIMB) inoti fodya yatengeswa kumisika yose iri munyika kusvika parizvino ...

2 weeks ago | July 5, 2019

Vopura mari nehuchi

VARIMI vanodarika 1 050 vekudunhu reNyanga, kuManicaland vabudirira zvikuru kuburikidza nemabhindauko ekupfuya nyuchi ...

Varimi vefodya vochema nemari yezvifambiso

VARIMI vefodya kubva kumativi mana enyika ino vari kuchema-chema zvikuru nekuda kwemari yavanoti vari kunzi nevemarori ...

3 weeks ago | June 28, 2019

Makuwerere kuADMA Agric Show

VANHU vakanga vari mavhu nemarara kubva musi wa13 kusvika 15 Chikumi muguta reHarare kumutambo weADMA Agric Show.

Bhizimisi rekupfuiwa kwehuku rovandudzwa

SANGANO rinomirira varimi vanopfuya huku dzenyama nedzemazai reZimbabwe Poultry Association (ZPA) rinoti rakazvipira ...

1 month ago | June 14, 2019

Chikamu chezvemukaka chosimudzirwa

HURUMENDE inoti iri pakati pekuita hurukuro nemubatanidzwa wemakambani emuno neekunze ari muindasitiri yezvemombe ...

Kuchengetedza goho zvakanaka

VARIMI vazhinji vanorasikirwa negoho ravo zviri pakati pe25% kusvika 30% nokuda kwekutadza kukohwa zvakanaka uye ...

Goho rechibage rakaderera

ZIMBABWE iri kutarisira kuwana goho rechibage rakaderera mwaka uno rematani 776 635 kana zvichienzaniswa nematani 1,7 ...

1 month ago | June 7, 2019

KwaNyava vobairwa zani neSeed Co

VARIMI 62 vemunharaunda yekwaNyava, kwaMambo Musana, vakawana ruzivo rwunokosha pakurimwa kwemiriwo yakasiyana kubva ...

Varimi vakapangwa mazano

KAMBANI huru pakuuchika mbeu muZimbabwe, yeSeed Co, nemusi weChipiri svondo rino yakaparura chirongwa cheGrand Seed Co ...

Hurumende yobatsira varimi

HURUMENDE iri mushishi yekushanda nesimba kuti ibatsire varimi vakwanise kuwana zvekushandisa mukurima zviri nyore ...

2 months ago | May 31, 2019

Kuunzwa kwefodya kumisika kwoderera

MITENGO yefodya yakadzikira iri kuita kuti varimi vasaunze fodya yavo yakawanda kumisika yakasiyana vaine tarisiro ...

Makoreji ezvekurima ovandudzwa

HURUMENDE ine hurongwa hwekuti makoreji anodzidzisa zvekurima avandudzwe kuitira kuti abure vadzidzi vanozadzikisa ...

Zvirimwa zvorohwa nechando

VARIMI vekumatunhu akasiyana enyika anosanganisira Nyanga, kuManicaland vokurudzirwa kuti vashandise madiridziro ...

2 months ago | May 24, 2019

Agrifoods yosimudzira varimi

KAMBANI huru munyaya dzekugadzira chikafu chezvipfuyo munyika muno yeAgrifoods inoti iri kutsigira varimi zvikuru ...

Varimi votanga kutengesa donje

VARIMI vedonje vakatotanga kuendesa chirimwa chavo kunzvimbo dzinotengeswa donje dziri kumatunhu akasiyana enyika ...

Kukosha kwema‘field day’. . . makuwerere paChikurubi Prison Farm

ZVIRONGWA zvekuratidzira mabasa ekurima (mafield day) zvakakosha zvikuru kuvarimi nekuti zvinovapa mukana wekudzidza ...