Tishamwaridzane

9 hours ago | September 24, 2020

Tishamwaridzane

KWAYEDZA makadii? Ndiri mukomana ane makore 20, ndinotsvagawo shamwari yechisikana. Ndiri muHarare, ndobatika pa0719 136 ...

2 weeks ago | September 10, 2020

Tishamwaridzane

MAKADINI? Ndiri mukadzi ane makore 38, ndiri positive uye ndodawo murume ari positive. Anoda ngaandibate pa0771 325 024.

3 weeks ago | September 3, 2020

Tishamwaridzane

MAKADII vapepeti venhau, riri sei basa? Ndiri murume ane makore 29 okuberekwa. Ndinotsvaga mukadzi ari HIV positive ane ...

4 weeks ago | August 28, 2020

Tishamwaridzane

YAMBIRO PAMUSORO PETISHAMWARIDZANE: CHIRONGWA chino ndeche vanhu vari pachokwadi avo vari kutsvaga shamwari (penpals) ...

1 month ago | August 14, 2020

Tishamwaridzane

MAKADII? Ini ndiri murume ane makore 35 nemwana 1,  ndinotsvagawo mukadzi wekuroora ari pachokwadi anoda zvemba uye ...

2 months ago | July 31, 2020

TISHAMWARIDZANE

MURI kutsvaga shamwari yechirume kana yechikadzi here? Nyorai ku: Tishamwaridzane; Kwayedza, Box 396 Harare. Munogona ...

3 months ago | July 10, 2020

TISHAMWARIDZANE

MAKADII veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 21 okuberekwa nemwana 1, ndinotsvakawo murume ane makore 25 kusvika 30. ...

4 months ago | May 22, 2020

Tishamwaridzane

MURI kutsvaga shamwari yechirume kana yechikadzi here? Nyorai ku: Tishamwaridzane; Kwayedza, Box 396 Harare. Munogona ...

6 months ago | March 20, 2020

Tishamwaridzane

YAMBIRO PAMUSORO PETISHAMWARIDZANE: CHIRONGWA chino ndeche vanhu vari pachokwadi avo vari kutsvaga shamwari (penpals) ...

7 months ago | March 12, 2020

Tishamwaridzane

Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 26, ndotsvagawo mukadzi ane makore 19 kusvika 25. Nhare yangu 0785 500 736.

7 months ago | March 3, 2020

Tishamwaridzane

MAKADINI? Ndinodawo mudzimai wekuroora ane makore 19 kusvika 25. Andida ngaandibate pa0772 432 724.

7 months ago | February 14, 2020

Tishamwaridzane

YAMBIRO PAMUSORO PETISHAMWARIDZANE: CHIRONGWA chino ndeche vanhu vari pachokwadi avo vari kutsvaga shamwari (penpals) ...

8 months ago | January 24, 2020

Tishamwaridzane

NDINE makore 41, ndinodawo mukadzi ane makore 30 anoda kugara kumusha ini ndiri kubasa. Anoda totaura pa0773 381 414. ...

8 months ago | January 17, 2020

Tishamwaridzane

MAKADII? Ini ndiri murume ane makore 35 nemwana 1, ndinotsvagawo mukadzi wekuroora ari pachokwadi anoda zvemba uye asina ...

9 months ago | January 10, 2020

Tishamwaridzane

NDINE makore 25, ndinodawo shamwarikadzi yekuvaka nayo imba asati ambozvara uye ane makore 18 kusvika 24. Ari pamushonga ...

9 months ago | January 3, 2020

Tishamwaridzane

NDIRI murume ane makore 33, handina chirwere uye ndotsvaga mudzimai wekuroora akatendeka ane makore 19 kusvika 30. ...

9 months ago | December 27, 2019

Tishamwaridzane

NDOTSVAGAWO murume ane makore 28 kusvika 38. Ngaave musoja, mupurisa kana driver ane mwana 1 kana 2. Ndine mwana 1, ...

9 months ago | December 20, 2019

Tishamwaridzane

NDIRI mukomana ane makore 36, handina chirwere uye ndinokutsvagawo tsvarakadenga musikana murefu akanaka pachiso ...

10 months ago | December 6, 2019

Tishamwaridzane

MAKADII? Ndiri musikana ane makore 23, ndinoda mukomana ane makore 23 – 35. Nhare yangu 0784 583 483. ***** ...

10 months ago | November 22, 2019

Tishamwaridzane

NDINOKUMBIRAWO veKwayedza kuti vese vaindifonera pa0773 985 245 ngavachirega havo ndakamuwana anondida. Ndave kutobika. ...