NHAU DZEKUMATARE

8 years ago | June 10, 2016

Mufundisi onangwa huroyi

Yvonne Chidochashe Manyanja MUMWE mufundisi ari kuchema-chema achiti ari kupumhwa huroyi nemukadzi waanoroja pamwe chete ...

Anoparidzira zvehiv yemudzimai wake

Yvonne Chidochashe Manyanja MURUME wekuparidzira kune veruzhinji kuti mudzimai wake ane chirwere chemukondombera akaudza ...

Mari yasabhuku yamutsa chimoto

Amager Mufema VARUME vaviri vekutengeserana sitendi yekuvaka imba vakatosvorana pamusoro pemari inofanirwa kubhadharwa ...

Muporofita akasungwa

MUPOROFITA uye wekuEpworth ari kunzi anochengeta mazinyoka muhari dziri mumba yaanoshandira akasungwa svondo rapera ...

‘Siyana neni, ndava nemumwe’

Gabriel Singano MUKADZI wekuti ari kushungurudzwa neaimbova murume wake achityisidzirwa parunhare akazopotera kudare ...

Vana vodyiswa zvemumabhini

Gabriel Singano VAKADZI vaviri vanove vavakidzani vakatsvukisirana maziso pamberi pedare vachipomerana nyaya dzehuroyi ...

8 years ago | June 9, 2016

‘Sekerera pose patinosangana’

Amager Mufema VANHU vaive mudare vakaita sevachatyoka mbabvu nekuseka apo imwe chembere yakati inoda kudzivirirwa kubva ...

8 years ago | May 27, 2016

Midhudhudhu yamusvitsa pakaoma

MAKANIKA wekuzama noto nekuda kupfuma nezvekuba zvichitevera kutsakatisa kwaakaita mudhudhudhu waakange anzi agadzire ...

‘Kana ndadhakwa . . .’. . . ndinowetera magumbeze aamai

Amager Mufema MURUME ane marambadoro, uyo anoti kana adhakwa anoitira weti mumagumbeze anorara amai vake, akaudza dare ...

Vakaendeswa kudare nembwa

VAVAKIDZANI vakaendesana kumatare edzimhosva pamusoro penyaya yembwa zvichitevera kurumwa kwakaitwa mumwe wavo nembwa ...

Akadashurirwa makuhwa

SHAMWARIKADZI yakamhan’arira chikomba chayo kudare redzimhosva mushure mekunge yarikitirwa nyaya dzemakuhwa.

‘Ndinodawo murume’…‘Bhudhi ndimi makandisunga’

Yvonne Chidochashe Manyanja MUMWE mukadzi ari kupomera hanzvadzi yake inova n’anga kuti yakamushandisira mushonga ...

Vana vatatu vakapondwa

VANA vatatu vemumhuri imwe chete vekwaSabhuku Zimunge, kwaNdanga kuZaka, vakafa svondo rapera vachiita zvekutemwa nedemo ...

8 years ago | May 13, 2016

Ochengetera mari pasi pedombo

Amager Mufema MUMWE murume anoti ave kuchengetera mari yake pasi pedombo nekuda kwekatsika kemukadzi wake kekusecha ...

Kana zvamubata. . . anosvetuka jurahoro repanoshanda musikana

Yvonne Manyanja VAMWE samusha vanonzi vatenderedzwa musoro nerudo rwavanopihwa neshamwarikadzi yavo zvekuti havachada ...

Kutengeswa kwevanhu: Dambudziko ranhasi

MASANGANO enhau ange achiburitsa nhau dziri pamusoro pekutengeswa kwevanhu vachishandiswa mumabasa ehunhapwa mwedzi yadarika.

Vamwene vodzinga muroora pamusha

Yvonne Manyanja VAMWENE nemuroora vakakandirana mashoko makobvu nematete mudare redzimhosva apo muroora aipomerwa kuti ...

Mukuwasha afemeswa naambuya

Yvonne Manyanja MUKUWASHA wekuti ari kushungurudzwa naambuya pamwe chete navatezvara vake, avowo vanoti vakatotama musha ...

Anosikiza amai demo…‘Ndinokuuraya mukadzi iwe’

Amager Mufema MWANAKOMANA wekumiswa mudare nenyaya yekusikiza amai vake demo pamwe nekuvamonya ruwoko achiramba kutumwa ...

8 years ago | May 6, 2016

Muzukuru anodira mvura pamubhedha waambuya

Amager Mufema AMBUYA nemuzukuru vakanakurirana nyoka mhenyu mudare vachipomerana kudira mvura pamubhedha pamwe ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey