Arnold Kaseke MUTYAIRI webhazi rechipatara cheHarare Central Hospital, wekuendeswa kudare nemukadzi wake achida kunzi ...
Yvonne Chipato MUKADZI wekuzvambaradzwa pamwe nekutukirirwa neaimbova murume wake, uyo anonzi murwere wepfungwa, ...
Tatenda R. Moyo MUKADZI wekuti anotukirirwa nemurume wake pose paanobvunzira mari yekuriritira mwana wavo akazopotera kudare.
MUDZIMAI wekuti akazvambaradzwa nemurume mushure mekunge amumhan’arira kudare nenyaya yemendenenzi akamhanyira kudare ...
Yvonne Chipato MUKADZI wekunyeperwa neaimbove mudiwa wake kuti ishoroma akazoshamisika mudare audzwa kuti anoita basa ...
MUDZIMAI wekunzi ari kuramba kurambwa mushure mekupihwa gupuro kaviri kose akaudza dare kuti murume uyu haagarikike naye ...
MUKADZI wekuendeswa kudare nenyaya yechikwereti cherendi, uyo akapupura pachena kuti ipfambi yemakoko, akati pari zvino ...
Yvonne Chipato MWANAKOMANA wekuzvambaradza amai vake, pashure ndokuzoda kudhonora baba vake netsvimbo apo vaida ...
Yvonne Chipato MESO-MESO anonzi akaparira mumwe murume uyo akarambwa nemudzimai wake mushure mekunge awanikidzwa ...
Yvonne Chipato SEKURU vekushaya hunhu zvekusvika pakuburitsira muzukurusikana wavo nhengo yavo yesikarudzi kana vadhakwa ...
Yvonne Chipato CHIREVO chinoti, “Chaikuda kana chokusema zvinenge zvine chinoingira” yakazadziswa nenyaya yemumwe ...
NYAYA yekusiya kunamata chechi yeRoman Catholic nekuda kuenda kumasowe yakaparira mumwe mukadzi uyo anoti anogara ...
HWINDI wekuendeswa kudare nemukadzi wake achiti anoda $100 yemendenenzi yekuchengeta mwana wake akati anokwanisa ...
Yvonne Chipato MUKUWASHA wekusariritira mwana wake kwemakore akazogurwa kunorira naambuya vake avo vakamuendesa kudare ...
MURUME wekuchema-chema mudare achiti murombo zvekuti dai mweya wekufema waitengeswa angadai akafa kare, akabuda mudare ...
Arnold Kaseke MUKADZI nemurume vakaendesana kumatare edzimhosva apo murume airamba kubhadhara chikwereti mushure mekunge ...
Arnold Kaseke PANE murume anoti mudzimai wake ndi”Judhasi” wechikadzi chaiye apo ari kumupomera mhosva yekubvumidza vana ...
ZVINOTAURWA kuti mamwe mazita ane zvaanoreva chinoita kunge chokwadi kumurume wekuChitungwiza anonzi Muchaneta uyo anoti ...
Nyore Madzianike MUTYAIRI wekambani yeParrogate Zimbabwe Limited akamiswa mudare akatarisana nemhosva yekurova mukadzi ...
Arnold Kaseke MADHIRI ekutengeserana terevhizheni pakati pemumwe mukadzi nemurume akazoputika apo vakadhonzerana kudare ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright
We value your opinion! Take a moment to complete our survey