NHAU DZEKUMATARE

7 years ago | March 24, 2017

‘Anonditi ndibvise mimba’

Tafadzwa Mutsotso MUSIKANA wekutsveterwa nemukomana wake kuti aiite pamuviri ava kuzvidemba sezvo muchinda uyu ave kuti ...

7 years ago | March 10, 2017

Baba vanobhinya mwana chirema

Kingstone Mapupu — VATORI venhau veKwayedza vakasara vasina neremuromo svondo rapera apo murume wemuHarare, ...

$500 weti yemukadzi ane mimba

Sukoluhle Ndhlovu PANE mukadzi akaigochera pautsi apo akarikitwa kurohwa nechaunga chevanhu kuGokwe mushure mekunge ...

‘Inonwiwa kuti uite mari’

Muchaneta Chimuka — IMWE nyanzvi yezvechivanhu, inoti weti yevanhu inoshandiswa pamwe chete nemishonga nevamwe ...

‘Ndiri kuchengeteswa mwana asiri wangu’

Tafadzwa Mutsotso — SAMUSHA vekutsvagira mudzimai wavo basa nechinangwa chekuti vabatsirane kuriritira mhuri, ...

Rambo tamusunga: Charamba

Kingstone Mapupu — MAPURISA svondo rapera vakasunga murume wemuHarare ari kupomerwa mhosva yekubhinya mwanasikana ...

7 years ago | March 3, 2017

‘Mai mwana dzika pamubhedha . . .’

Tafadzwa Mutsotso — MUDZIMAI wekuBuduriro, muHarare, anoti murume wake anouya kumba neshamwarikadzi dzake, ...

Nyachide ogadzikwa mudhishi navahosi

Tafadzwa Mutsotso — NYACHIDE wekuti anogara achidashurwa kurohwa navahosi pabarika ravo vachipomerwa kufurira ...

Vonetserana imbwa

Tafadzwa Mutsotso — KUPFUYA imbwa mudhorobha kwoparira vamwe samusha zvichitevera kumhan’arirwa kwavakaitwa ...

Gogo vofizuriswa ‘nemwana’ pabarika

Tafadzwa Mutsotso — PANE nyaya yemudzimai anogara kuEpworth, muHarare, iri kumatare edzimhosva uyo anoti ...

7 years ago | February 24, 2017

akakandirwa katsi, tsvimbo muhofisi

Tafadzwa Mutsotso — MURUME anogara kuBluff Hill, muguta reHarare – wekudanana nemudzimai wemuridzi – akazowana ...

Pfambi yakakwatura zvose Chikomba nemukadzi wacho

Tafadzwa Mutsotso — SHAMWARIKADZI inonzi yakamuka chibhebhenenga ndokurikita chikomba pamwe chete nemudzimai wacho ...

7 years ago | February 3, 2017

Akabatsira murume kubhinya kamwana

Muchaneta Chimuka MUKADZI nemurume vekwaSeke vakamiswa mudare redzimhosva vachipomerwa kubatsirana kubata chibharo ...

‘Jeri rikange nani’

Trymore Muvhawa naTafadzwa Mutsotso MUKADZI wemuHarare anoti ari kushungurudzwa nemurume wake zvikuru zvekuti anoona ...

‘Hationane natezvara’

Tafadzwa Mutsotso MUKUWASHA anoti ashaiswa rugare nekugara achizvindikitwa kurohwa nemadzitezvara ake pose ...

8 years ago | October 14, 2016

Ngwarirai kuvimbiswa mabasa emanyepo

Tinashe Chitunhu NYAYA dzekutengeswa kwevanhu kunze kwenyika vachinoitiswa mabasa akaomarara pasina muripo kana kuti ...

8 years ago | September 16, 2016

Vana mai veruwadzano vobvutidzana murume

Tafadzwa Mutsotso MADZIMAI maviri echechi yechipositori yekwaMugodhi akaendesana kumatare edzimhosva nenyaya yekugara ...

Murume wangu anorova doro remusombodhiya

Tafadzwa Mutsotso MUMWE mudzimai akachema-chema mudare achiti ashaiswa rugare nemurume wake uyo waanoti anonwa doro ...

‘Mufundisi dzosa mari yangu’

Tafadzwa Mutsotso MUFUNDISI wechechi yeTerbenacle Ministries akamiswa pamberi pedare redzimhosva mushure mekunge atadza ...

Oda mendenenzi kumurume waagere naye

Tafadzwa Mutsotso MUMWE mukadzi akaendesa murume wake kudare redzimhosva achida $885 pamwedzi yekuchengeta vana vavo uye ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey