Uncategorized

Iguva ravo: Kanzuru

10 Jan, 2020 - 00:01 0 Views
Iguva ravo: Kanzuru VaInnocent Ruwende

Kwayedza

Munyori weKwayedza

MUTAURIRI wekanzuru yeHarare, VaInnocent Ruwende, vanotsinhira nezvenyaya iyi vachiti, “Kana guva richinge ratengwa, rinoramba riri mumaoko ehama dzakatengera mufi. Saka kana pachinge paitika nyaya yakaita seiyi apo rinosvika pakuzofukunurwa, zvinenge zvava kwavari zvekare (hama dzemufi) kuti vanoda kuviga mumwe munhu here kana kuri tengesa.

Guva rakafukunurwa

Kwayedza nemusi weChipiri chino yakashanyira marinda eHighfield Cemetry ikawana guva iri rangofushirwa.

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey