Uncategorized

Ini ndiri mukadzi ane makore 34

13 Aug, 2015 - 00:08 0 Views

Kwayedza

MAKADII veKwayedza? Ini ndiri mukadzi ane makore 38 nevana 3 ndinodawo murume ane makore 39 kusvika 50 ari pachokwadi asina mukadzi. Nhare yangu 0716 983 365.

*****

Makadini veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 20 ndinotsvagawo shamwari (penpals), kunyanya dzechisikana kubva pamakore 18 kusvka pa23. Vanoda ngavandibate pa0776 885 854. Ndatenda hangu!

*****

Makadii zvenyu veKwayedza? Ini ndiri mukadzi ane makore 34 nevana vatatu. Ndinotsvagawo murume anoda zvekuroora asi matsotsi kwete. Anondida ngaafone pa0779 179 406. Ndatenda.

*****

Ndiri mukomana ane makore 23 ndinotsvagawo shamwarisikana. Andifarira ndibate pa0777 141 412.

*****

Ndiri musikana ane makore 19, ndiri kuita Form 3 uye ndinotsvagawo shamwari dzechisikana dzine makore ari pakati pe18 ne20. Vanoda munondibata pa0777 177 334 asi ndinoda shamwari dzine hunhu hwakanaka uye dzisina misikanzwa.

*****

Ndiri murume ane makore 29 nemwana mumwe uye ndiri kutsvagawo mukadzi ari pachokwadi anoda zvemba ane makore 23 kusvika pa27. Ndinobatika pa0772 298 538 kana kutumira masms asi vanoda zvekutamba kwete.

*****

Ndiri mukomana ane makore 28 ndinodawo musikana ane makore 20 kusvika 25. Anoda ngaandibate pa0783 619 234.

*****

Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 21 nemwana 1 ndinotsvagawo murume ane makore 25 kusvika 32 ave kuda zvemba uye anoshanda. Andifarira ngaandibate pa0779 194 344.

*****

Ndiri musikana ane makore 21 ndinodawo mukomana ane makore 25 – 29 anoda zvekuroora uye anotyawo Mwari seni. Ngaave anoenda kuMasowe asi kwete murume wemunhu, handidi hangu. Nhare yangu 0734 367 574.

*****

Makadini veKwayedza? Ini ndiri mukomana ane makore 23 anoshanda. Ndiri kutsvagawo musikana anoshanda muHurumende akanaka anotya Mwari uye asina chirwere ane makore 22 zvichidzika ave kuda zvemba. Ndibatei pa0739 259 541.

*****

Ndiri mukomana ane makore 25 ndotsvagawo musikana ane makore 22 zvichidzika ari pachokwadi chekuroorwa. Ndinoshanda, anoda ngaandibate pa0733 594 120.

*****

Ndiri murume ane makore 40, ndoda mudzimai ane rudo ane makore 38 zvichidzika. Ngaave anoda zvekuvaka musha kana ane vana vake uye anoda kuongororwa ropa. Nhare yangu 0734 738 605.

*****

Ndiri mukadzi ane makore 40, HIV positive uye ndine mwana mumwe. Ndiri kutsvagawo murume wekushamwaridzana naye. Anoda ngaandibate pa0735 459 272.

Ndiri murume ane makore 33 ndinotsvaga mukadzi ane makore 20 – 27 ari pachokwadi. Nhare yangu 0716 575 475.

*****

Ndiri mudzimai ane makore 33 ndinodawo murume ane makore ari pamusoro peangu. Ndiri HIV negative, ndine vana 3 uye ndinoenda kubasa. Ndinobatika pa0714 098 487.

*****

Makasimba here veKwayedza? Ini ndiri murume ane makore 37 nemwana mumwe, ndinotsvagawo mukadzi wekuroora. Ndinobatika pa0713 007 058.

*****

Zita rangu ndiTakunda, ndine makore 28 uye ndinotsvaga mudzimai ane makore 20 kusvika 26 asina chirwere. Anoda ngaafone pa0735 425 617 asi ndinoda vari muHarare chete.

*****

Ndiri murume ane makore 33 nemwana mumwe. Ndinotsvagawo mudzimai ane makore 32 zvichidzika, ane mwana kana asina. Ari pachokwadi ngaafone kana kutumira sms pa0778 042 550.

*****

Ndiri murume ane makore 43 ndinotsvagawo mukadzi mutsvuku ane chiso chakanaka ane makore ari pasi peangu wokuroora. Ngaandibate pa0715 303 896.

*****

Ndiri mukomana ane makore 25 ndinotsvagawo musikana wekuroora ane makore 19 – 23. Nhare yangu 0773 312 612. WhatsApp ndinopindura.

*****

Ndiri mukomana ane makore 22 ekuberekwa ndinotsvagawo musikana wekuvaka naye imba ane makore 18 kusvika 22. Ari pachokwadi ndibate pa0779 912 718 asi handidi zvekutambwa neni.

*****

Makasimba here veKwayedza? Ini ndiri mudzimai ane makore 27 nevana vaviri, ndinotsvagawo murume ane makore 30 kusvika 40 ane vana 2 kusvika 4. Ngaave ane rudo uye anoda zvekuroora anoshanda. Ndiri HIV positive, vanoda zvekutamba nevarume vevanhu kwete. Vandifarira nhare yangu 0777 372 279.

*****

Makadii veKwayedza? Ini ndiri murume ane makore 37 ndinotsvagawo shamwari (penpals) dzezera rangu. Vandifarira ngavandibate pa0775 629 888.

*****

Makadii veKwayedza? Ndaneta nekunyorera kuchirongwa chino, ndibatsireiwo ndave nemasvondo matatu ndichinyorera. Ndiri mukomana ane makore 33 ndinotsvagawo musikana kana mukadzi ane mwana 1 ane makore 20 ksvika 30. Anoda ngaandibate pa0773 488 071.

*****

Ndiri mukomana ane makore 26 ekuberekwa ndinotsvagawo musikana akavimbika anoenda kubasa. Ndinoda ari HIV negative ane makore 18-25. Anoda anofona pa0737 589 194.

*****

Ndiri murume ane makore 40, ndinotsvagawo mudzimai ane makore 29-35. Nhare yangu 0713 961 602.

*****

Makadini veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 23 ndinotsvagawo shamwari yechisikana. Andifarira ngaandibate pa0777 141 412.

*****

Ndiri mukadzi ane makore 27 ndinodawo murume ane makore 32 zvichidzika ane mwana 1. Ngaandibate pa0776 402 044 uye ngaave akazvipira kutorwa ropa.

*****

Ndiri murume ane 36 nevana 2 ndinotsvagawo mudzimai ane makore 20-30 ava kuda zvekumisa musha. Ngaave ari HIV negative, nhare yangu 0777 434 355.

*****

Ini ndiri murume ane makore 43 ndinotsvakawo mudzimai ane makore 28 kusvika 34 chero ane vana vaviri. Ndiri HIV positive, nhare yangu 0714 330 996.

*****

Makadii veKwayedza? Ndiri musikana ane makore 18 ndinotsvagawo mukomana ane makore 20-25 anoshanda. Ndinoda ari HIV negative seni asi vanotamba kwete. Anoda nezvangu anondibata pa0782 679 537.

*****

Ndiri murume ane makore makumi mana ari kutsvakawo shamwari yechidzimai ine hutsanana. Anonamata aine rudo ngaandibatewo pa0734 914 066.

*****

Ndiri mukomana ane makore 23 ekuberekwa ndinotsvagawo musikana wekushamwaridzana naye kusvika mukuroorana ane makore 20. Ndinoda ari pachokwadi, akanaka uye anotya Mwari nekuti ini ndinomutya zvisingaite. Andifarirawo ngaandibate pa0774 660 026. Ndatenda.

*****

Ndiri mudzimai ane makore 35 ndodawo murume ari pachokwadi chekuroora ane makore 37 kusvika 50. Ndine puroti yangu, anoda zvekurima ari HIV negative ngaandibate pa0776 668 215.

*****

Ndiri murume ane makore 32 nemwana 1 ndinodawo mudzimai wekuroora anoda kuongororwa ropa. Ndibatei pa0778 344 511.

*****

Ndiri murume ane makore 28 nemwana mumwe chete, ndinopinda chechi yepostori uye ndinotsvagawo mudzimai anoda zvemba ane makore 26 zvichidzika. Nhare yangu 0783 885 638.

*****

Makadii henyu? Ndiri mukadzi ane makore 25 nemwana mumwe, ndiri HIV positive uye ndinotsvagawo murume anoda zvemba ari positive seni ane makore 28 kusvika 32. Achiri nehutano ngaandibate pa0716 534 432.

*****

Ndiri murume ane makore 30 ndinotsvagawo mukadzi kana musikana wekuroora ari pachokwadi. Ndine mwana mumwe, anoda ngaandibate pa0776 886 684.

*****

Ndine makore 35, ndoitawo mabasa emawoko uye ndine mwana mumwe chete. Ndinotsvagawo mudzimai ane makore 26 zvichidzika ane mwana kana asina. Zvakawanda tozotaura pa0776 134 568.

*****

Ndiri murume ane makore 29 nevana vaviri, ndiri kutsvagawo musikana ane makore 22 zvidzika. Nhare yangu 0771 233 789.

*****

Ndiri murume ane makore 38 ndinotsvagawo mukadzi wokushamwaridzana naye ane makore 25-35. Ndine vana vaviri, ngaave ari HIV negative. Ndinoita basa rekutenga ndichitengesa zvinhu zvakasiyana. Ari HIV negative anondida ngaandifonere pa0777 120 011.

*****

Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 32 ndinotsvagawo murume anoda zvekuroora ane makore 37 kusvika 40 ari pachokwadi.

Ngaave ane vana uye ane zvaanoitawo muhupenyu. Vanoda zvekutamba imbomirai, vari pachokwadi ndibatei pa0775 230 401.

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey