Kwayedza
Abel Ndooka
TARISAI Cleopatra Chikocho – uyo anozivikanwa sa”Madam Boss” – nezuro mangwanani akasununguka.
Achinyora papeji rake paFacebook, Madam Boss azivisa vatsigiri vake kuti asununguka, asi havana kudura kuti mwanai.
“Tange tiri tese murwendo uru!
“Dzabu auya nhasi mangwanani.
“Ndinokutendai nerudo rwenyu”.
. Zvakawanda zviri kutevera . . .