Bhora mutambo

06 Sep, 2019 - 00:09 0 Views
Bhora mutambo

Kwayedza

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti mutambo weWorld Cup Qualifier uripo pakati peZimbabwe neSomalia kuBabourfields Stadium nemusi weSvondo uchapera sei.

Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti 0714 200 007.

Hezvinoi zvakatumirwa nevamwe vaverengi pamusoro pemutambo waiveko pakati peDynamos FC neTelone FC kuRufaro Stadium nemusi weSvondo wadarika.

Mutambo uyu wakapera ari mangange 0 – 0.

NaDavison Tumba paTongogara, Shurugwi – Dynamos 2 Telone 1.

Daniel Chazimbwa, Mt Darwin – Dynamos 1 Telone 1.

Mark Kambuzuma, Glen Norah, Harare – Dynamos 1 Telone FC 1.

Michael Muzembi, Masvingo – Dynamos 3 Telone 1.

Baba Debra, Unit M, Seke, Chitungwiza – DeMbare 1 Telone 1.

Magie Masizy Tsvamuno – Dynamos 2 Telone 0.

0777 028 778 – Dynamos 1 Telone 0.

Mutsigiri weDeMbare, Man Utd, Real Madrid neKaiser Chiefs – DeMbare 2 Telone 1.

Marovanyanga Brighton, Dema, Seke – Dynamos 2 Telone 0.

Danmore Muchingami, Mutare – Dynamos 3 Telone 1.

Wilbert Guzha – Dynamos 2 Telone 1.

Marlon Kasiya, Warren Park, Harare – Dynamos 2 Telone 1.

Oliver Maredza, Rupfunde Complex Soti-Source, Gutu – DeMbare 2 Telone 1.

0775 747 937 – Dynmaos 2 Telone 0.

David Chaima, 0783 729 904, Ward 7, Norton – Dynamos 2 Telone 0.

Max kuZvishavane – Telone 3 DeMbare 1.

Ndini Clemence Witu, Mukwasi, Kwekwe – Dynamos 2 Telone 0.

NdiKurauone Witu, ndogara Mbizo, kuKwekwe – Dynamos FC 3 Telone FC 1, ndatenda.

Tatenda Hapanamambo, Budiriro 5B – Dynamos 1 Telone FC 0.

Carlos Takawira paParadise, Marondera – DeMbare 2 Telone 1.

Joseph Ngandu wekuMvurwi – Dynamos DeMbare 1 Telone FC 0.

0777 100 022 – Dynamos FC 2 Telone  FC nil.

Gauti kuHighfield – Dynamos 1 Telone FC 0.

Samuel Magaso paMagaudze, kuMudzi – Dynamos DeMbare 3 Telone 3.

Share This:

Sponsored Links