Bhora mutambo

13 Sep, 2019 - 00:09 0 Views
Bhora mutambo

Kwayedza

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti mutambo uripo pakati peChicken Inn neManica Diamonds nemusi weMugovera kuLuveve Stadium uchapera sei.

Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti 0714 200 007.

Hezvinoi zvakatumirwa nevamwe vaverengi pamusoro pemutambo weWorld Cup Qualifier waiveko pakati peZimbabwe neSomalia kuBabourfields Stadium nemusi weChipiri chino.

Mumutambo uyu, Zimbabwe yakahwinha 3 – 1.

Matthew Gwewera, Mutoko – Zimbabwe 4 – 0.

Ba Iscor Wellaz Chigwende, Ushewekunze, Harare – Zimbabwe 2 Somalia 0.

From Clemence Witu, Kwekwe, Mbizo – Zimbabwe 3 Somalia 0.

Lucas Ndavatya, Ushewekunze – Mutambo uchapera Zim 2 Somalia 0.

0778 001 636 – Zimbabwe 3 Somalia 1.

Chinembiri Dhimbwi, kuEastview Park – Zimbabwe 3 Somalia 1.

Phil Machekeche – Zim 2 Somalia 1.

Farai Kuseri – Zimbabwe 1 Somalia 0.

Tendai Nyikadzawanda – Zimbabwe 5 Somalia 0.

Marlon Kasiya, Harare – Zimbabwe 2 Somalia 1.

Elliot Mapingire – Zimbabwe Warriors 2 Somalia 0.

Mudhara Gonyeti, Plot 28 Emerald West, Headlands – Zimbabwe 3 Somalia 1.

Michael Muzembi, kuMasvingo – Zimbabwe 2 Somalia 1.

NaDavison Tumba paTongogara, kuShurugwi – Zimbabwe 2 Somalia 0.

Ndini Clive Muchenje, Manyame Park, Chi-town – Zimbabwe 2 Somalia 0.

NdiSamuel Magaso paMagauze, kuMudzi – Zimbabwe 3 Somalia 0.

Ndini Joseph Ngandu, Mvurwi town – Somalia 0 Zimbabwe yedu 1.

0779 255 712 – Zimbabwe 2 Somalia 1.

0713 759 814 – Zimbabwe 3 Somalia 0.

Ndini Madziva Teddy – Zimbabwe 2 Somalia 1.

0777 028 778 – Zim 3 Somalia 1.

Last Chimbariro, Chisipite – Zimbabwe 3 Somalia 1.

Brighton Marovanyanga, Dema, Seke – Zimbabwe 4 Somalia 0.

Serengende Ba Lee paHopley – Zim 2 Somalia 0.

Maredza, Gutu – Zimbabwe 3 Somalia 1.

0771 262 885 – 2 – 1 in favour of Zim.

Taurai Nekati-Chanakira, Seke – Zimbabwe 1 Somalia 0.

0773 942 829 – Zimbabwe 2 Somalia 1.

Share This:

Sponsored Links