NHAU DZEKUMATARE

7 years ago | June 2, 2017

Vavakidzane tiba!

Gamuchirai Muzanenhamu — MUKOMANA wekuendeswa kudare nemuvakidzani wake achinzi ari kumushungurudza ...

‘Handigare nevana, asi ndinoda $900’

Lizzy Mushoriwa — MUDZIMAI wekuenda kudare achiti anoda $913 pamwedzi kubva kune aimbova murume wake yekuchengeta ...

7 years ago | May 26, 2017

‘Kana ndadhakwa . . .’

‘ndinoitira tsvina muchikafu, mupoto nemumabhurugwa’ Lizzy Mushoriwa — VANHU vaive mudare vakashamiswa zvikuru apo ...

‘Hurombo hwandiita muranda’

Gamuchirai Muzanenhamu — CHIREVO chekuti hurombo huroyi chave kuzadziswa nenyaya yemumwe murume anoti mudzimai ...

‘Ndichakuendera kuMoza’

Lizzy Mushoriwa — MUDZIMAI nyachide pabarika akaendesa vahosi kudare achiti vanogara vachimuudza kuti ...

Mukadzi akabata kakomana chibharo

Muchaneta Chimuka — MUKADZI wekuChitungwiza akamiswa mudare redzimhosva akatarisana nemhosva yekubata chibharo ...

Mwana obvutira amai vake magumbeze nemapoto

Gamuchirai Muzanenhamu — AMAI vekuoneswa pfumvu nemwanakomana wavo, uyo wavanoti anovatukidzira pamwe nekuvadzinga ...

7 years ago | May 19, 2017

Usanditukire vabereki: Mukadzi wemapoto

Gamuchirai Muzanenhamu — MUKUWASHA akamiswa mudare redzimhosva achipomerwa mhosva yekutukirira ambuya navatezvara ...

‘Hamusi amai vangu imi, makandinhonga’

Gamuchirai Muzanenhamu — MWANASIKANA wekushaya ganda kumeso zvekugara achitukidzira amai vake achivati havazirivo ...

Kutyaira asina chitambi kwamupfukira

Muchaneta Chimuka — MURUME wemuHarare wekutyaira motokari asina chitambi akazvisikira moto muziso zvichitevera ...

‘Mukadzi igandanga pazvimbokoma’

Lizzy Mushoriwa — MURUME samusha anoti ari kuoneswa ndondo nemudzimai wake uyo anogara achimurikita zvekusvika ...

Akapondera sekuru mbudzi

Blessings Chidakwa — VAGARI vekwaMambo Chireya, kuGokwe, svondo rapera vakasara vakabatira hana mumawoko ...

Kuchengetedzwa kwekodzero yemidziyo yewanano Part 11

Rumbidzai Tawonezvi-Moyo — ICHI chikamu chepiri chenyaya dzekodzero yekuchengetedzwa kwemidziyo yewanano inenge ...

7 years ago | May 12, 2017

‘Usarambe, mwana ndewako Mabharani’

Lizzy Mushoriwa — SAMUSHA wekuendeswa kudare neaimbove mudzimai wake achida kuti abhadhare $100 pamwedzi ...

Opikira chikwereti chemendenenzi

Muchaneta Chimuka — MUSHANDI wekanzuru yeChitungwiza akadhonzerwa kudare redzimhosva reko achipomerwa kusabhadhara ...

‘Ngatidye tose mari yemaroja’

Lizzy Mushoriwa — CHIREVO chekuti pfuma yenhaka inoparadza hukama chava kuzadzikiswa nenyaya yehanzvadzikomana ...

Akarambirwa kupopota

Gamuchirai Muzanenhamu — VANHU vaive mudare redzimhosva reHarare Civil Court vakakahadzika apo mumwe murume akati ...

Tsotsi guru rakapotserwa mujeri

Muchaneta Chimuka — MBAVHA gororo rekupfuvisa vagari vekuChitungwiza nekupaza dzimba dzinosvika nonwe ndokuba ...

Kuchengetedzwa kwekodzero yemidziyo yewanano

Rumbidzai Tawonezvi-Moyo — SANGANO reZimbabwe Women Lawyers Association (ZWLA) rakakurukura zvakadzama munguva ...

7 years ago | May 5, 2017

Tsotsi dzvi richiba zvipikiri

Muchaneta Chimuka — MURUME wekwaSeke akanyara mudare zvekushaya pekupinda apo akakonwa nemhosva yekuba zvipikiri ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey