NHAU DZEMUNO

6 years ago | December 29, 2017

Hodhi, tisvikewo 2018, ndini hwindi

naIgnatius Mabasa ISHUVIRO yangu kuti wakaita Kirisimasi isina masaisai ekudhakwa kana masasi akawanda. Ndinovimbawo ...

6 years ago | December 21, 2017

‘zvidhoma hazvidi neni’

… ‘Zvinondiita mukadzi wazvo’ … ‘Varume vochifa, kunditiza’ Kingstone Mapupu — MUDZIMAI anogara ...

Mota Pajero iri kutaura

Muchaneta Chimuka — YAKAVE batai-batai nemusi weMuvhuro svondo rino mumusha weHopley, muHarare, apo veruzhinji ...

‘nyama yemunhu no. 1 . . . kunyanya yekumagadziko’

Kingstone Mapupu — CHEMBERE yekwaNembire, kuCentenary, mudunhu reMuzarabani iri kubuda pachena kuti muroyi ...

Hatidi tsaona Kirisimasi ino

NGUVA iya yezororo reKirisimasi iyo inofarirwa nevazhinji yasvika. Vashandi vakawanda vanofarira nguva iyi nekuti ndipo ...

chembere (61) yoita grade 6

…  ‘Ndinoda kuenda kubhodhingi’ … ‘Ndozoshanda basa segweta’ Kingstone Mapupu — CHIREVO chinoti dzidzo ...

Kirisimasi: ‘Vamwe tatoimirira’

Malven Mugadzikwa, Gamuchirai Muzanenhamu naLizzy Mushoriwa — VANHU vemazera akasiyana vanoti vatarisira zvikuru ...

Musazoita Kiss mazino embwa

naIgnatius Mabasa — KIRISIMASI yasvika! Vamwe vari kuridza Jah Prayzah vachidya, kunwa nekutamba. Izvozvo hazvina ...

Ngozi pachiNdau

NDAUWE ndauwe! Ngatikumanehe pabadla, gore redu raakupetuke kwerakabva. Tinoti thongo redu rekupona kwaDzingire, ...

6 years ago | December 15, 2017

Hatidi mhirizhonga: Nyoni

Muchaneta Chimuka — GURUKOTA rebazi rezvemadzimai nevechidiki, Cde Sithembiso Nyoni, vanoti zvakakosha kuti ...

‘Ndinoita amai vangu mukadzi’

Kingstone Mapupu — MURUME akaroora wekwaMutare ari kutaura zvinotyisa – anoti kwava nenguva inodarika gore ...

Yekuda kupfuma iyi . . . akafukunura makuva 2 evarungu

Kingstone Mapupu — MUZVINABHIZIMISI wekuSelous — pakati peNorton neChegutu mudunhu raMambo Chivero — ari kunzi ...

‘Ndakatizwa nemurume ndaremara’

Kingstone Mapupu — MUDZIMAI wemubhuku raMagohoto, kwaMambo Mukota, kuMudzi, asara ave shirikadzi zvichitevera ...

‘handirare ndisina lipstick … hope hadziuye’

Daphne Machiri — “KUITA sei? Inini kurara ndisina kuita make-up — ndisina kuzora miromo yangu lipstick ...

Newe wakatombobata tsvina nemadzihwa

HANDINA kumbobvira ndafunga kuti ndichaenda kujeri. Ndagara handidi kubatwa kana kubatikidzwa ndichiita zvinhu ...

Tsamutombo pachiNdau

NDAUWE ndauwe akhiti woy! Muriyo ere mumakanyiyo. KwaMutema na- Dzingire, Muchadziya naNdima ngeparuseri. KwaTonhorai, ...

Ndoita barika here?

MUBVUNZO: Sekuru, ndine dambudziko rekuti musikana akauya kwandiri achiti ane mimba yangu, apa ini ndine mukadzi. Ndodini?

‘Kumbunyikidza madzimai bodo!’

Muchaneta Chimuka — MUKURU wemadzishe muZimbabwe, Mambo Fortune Charumbira, vanoti vatungamiriri vematunhu ...

6 years ago | December 8, 2017

Murume mazizamu tugu . . .auraya nyoka yemuridzi

Kingstone Mapupu — KANA vamwe vachitaura vanoti, “Hakuna baba vakadaro!” Murume kumera mitumba yemazamu anodarika ...

‘blaz’ oita ‘hasha’ pamabhurugwa 40 echikadzi

Kingstone Mapupu — MUKOMANA wechidiki anodzidza pakoreji yemabasa emaoko yeKushinga Phikelela Polytechnic iri ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey