NHAU DZEMUNO

6 years ago | January 19, 2018

Mwana akafa abatwa nemagetsi

Kingstone Mapupu Mukomana ane makore 15 okuberekwa wekwaJuru, kuMashonaland East, anonzi akafa nguva pfupi yadarika ...

6 years ago | January 12, 2018

Kusabhadhara chikwereti . . .vanhu 7 vakaitwa makudo nen’anga

Kingstone Mapupu Vanhu vanomwe vemhuri imwe chete yekuTete, kumuganho weZimbabwe neMozambique vanonzi vakaita svondo ...

Muridzi wechipfuyo pfacha . . .jaya ‘richichata’ nenguruve hadzi

Kingstone Mapupu Apo ruzhinji rwevanhu vaive mushishi kupemberera vachimirira kupinda mugore idzva ra2018, mukomana jaya ...

Anobhinywa nezvidhoma ‘zvidhafu-dhafu’

Kingstone Mapupu Mukomana wechidiki anoshanda papurazi reGallow Way Estates, kuMvurwi, anoti aona ndondo nekubatwa ...

Mota ‘inotaura’ yakazochipiswa . . . . ‘Yakanyaradzwa’ nembavha . ...

Muchaneta Chimuka Motokari yerudzi rweMitsubishi Pajero – iyo yava nemwedzi yakasiiwa mumugwagwa mumusha weHopley, ...

Sei ndiri muKristu?

Ignatius Mabasa Makorokoto eGoredzva Nyamasvisva. Nguva inofamba takarivara semombe dziri kufura zvekuti unozovhunduka ...

6 years ago | January 5, 2018

Hari 3 dzizere tsvina yemunhu. . . nyama mbishi nedoro padivi . . ...

Muchaneta Chimuka VAGARI vekwaMunyawiri, kuDomboshava, havana neremuromo zvichitevera mashura “eKirisimasi bhokisi” ...

Musashandise fetireza: N’anga‘. . . midzimu inotsamwa’

Kingstone Mapupu N’ANGA ine mukurumbira kudunhu reRushinga inoti pachivanhu, kushandiswa kwefetiraiza nemishonga ...

nyoka 40 pamusha

Kingstone Mapupu NYOKA dzinosvika 40 — shato nemhungu — dziri kugara mumusha waShirichena, kwaNyamweda, kuMhondoro, ...

‘Chitunha chemwana chakavigwa muhozi’‘. . . chiri kushandiswa ...

Kingstone Mapupu MWANA mukomana wemubhuku raNyadema, mudunhu raMambo Mangwende kuMacheke —uyo akangotsakatika mugore ...

Nherera, chembere dzakabatsirwa

Kingstone Mapupu CHIREMBA wechivanhu wemuHarare, Sekuru Kamwelo Banda, nemusi weChipiri svondo rino vakabatsira misha ...

Voshaiswa rugare nezvimbambaira

Kingstone Mapupu VAGARI vekuRushinga, kumuganhu weZimbabwe nenyika yeMozambique, mudunhu reMashonaland Central, vari ...

MAONERO EDU: Dzivirirai njodzi dzinouya Zhizha

MUNGUVA ino yeZhizha, gore roga-roga nyika inotarisana nedambudziko remafashamu emvura izvo zvinoisa upenyu hwevanhu ...

‘Uku ndiko kushereketa kwemberi’

Munyori weKwayedza VOTAURA nezvemashura aya, Sekuru Elisha Mutanga, avo vanova nyanzvi munyaya dzechivanhu uye vari ...

Mukadzi akanditiza, apa ini ndinomuda

MUBVUNZO: Sekuru, ndine dambudziko rekuti mudzimai wangu akanditiza muna Chikunguru gore richangopera. Ndinozviziva kuti ...

6 years ago | December 29, 2017

MAONERO EDU: 2018: Gara warirongera

TADONGORERA mugore idzva zvino — gore ra2018. Senguva dzose, iyi inguva yekuti munhu wose anenge achifara nekupembera ...

mukuwasha anogarira ambuya pamakumbo. . . achitochekwa nzara

Kingstone Mapupu AMBUYA nemukuwasha vekumapurazi akagariswa vanhu patsva kwaMambo Makope, kuMutorashanga, vonzi vari ...

‘Mupurwa unondipa shagi’

Kingstone Mapupu MURUME anogara kwaMambo Nembire, kuMuzarabani, ari kudura kuti akaromba mishonga yekupfuma – ...

ndine mudzimu: murungu

Muchaneta Chimuka MUKADZI wechichena anogara kunyika yeUnited States of America anoti ava nemakore 15 achiita ...

2017: Gore rizere zvishamiso2017: Gore rizere ...

Tandayi Motsi GORE ra2017 rasvika kumagumo uye kune zvakawanda zvakaitika mukati maro izvo zvinofadza pamwe nekusuwisa. ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey