Kwayedza
Muchaneta Chimuka
MUMWEDZI waZvita gore rapera, munyika yeChina makanyuka chirwere chinodaidzwa kuti coronavirus kana kuti Covid-19 icho chaambukira nyika dzakawanda kukumanidzira Zimbabwe.
Coronavirus utachiona hunoite kuti muntu apindwe ngechando denda reizokura mukuhamba kwenguwa .
Inotapukira kanjani COVID-19?
COVID-19 inokasira kuambukira maningi zve inokona kubatika zvirinyore. Ngekubata munhu unayo kana kuenderwa ngemata emunhu unayo.
kana mumhepo pakukotsora kana kuhotsira.
kugwamana nemunhu unayo.
kubate peinonga iri pasimbi tebhura kana chipi chiro
kugwana nemunhu unorwara ndio kana kubve kumhuka dzemushango
Zvinokombidza kuti ungadano unayo
Zvinokombidza ngeizvi: kupindwa ngechando, kurwadziwa muditi, kupandwa ngehloko, kurwadziwa nepahuro nekukotsora weibude besha.
Zvikhombidzo izvi zvinoqaya zviri zvishomani asizveizowanda ngemukuo zve zvinokona kuuraya muntu.
Zveungaitei waite fungidziro kuti une Covid-19:
Kana wafungira kuti une Covid-19, chaya namba dzekubazi rezveutano nekurerwa kahle Ana — Hotline: +263 714 734 593 kana +263 774 112 531
Ungadini kuti usabatwa nge COVID-19?
gara kuretu nevanhu weisire munga we 1 metre.
usabate mhuka usizi kudziirira .
konye muromo pakukotsora kana kuotsirire paboko (mukati mwechikokora)
rekere kubate hope kakurutu muriomo nemadziso.
shambe nyara ngesipo mukuo weshe weshe .
ende pako wega kwemazuwa 14 kana wabve kunyika dzine denda iri
Geza maoko usati waamwisa mwana
Usaite murunzo kuende kune nyika dzine denda iri or kuende kumizi dzevantu mumigangamwo.
Uripamuzi, irya chikafu chinoaka mwiri, wooone mukuo wakakwana wekuwata pamwe nekuite mishando inode simba kuti mwiri urambe wakagwinya .
Musahamba hamba bhuyai pa paWhatsApp nehama nevangani .
Usamwe doro kana kubheme zvinopambanise soro.
Kana ukaona warwara tsvake rudetsero kana kufona.
Usawanze mukuo wekuone zvinokhataza paTV kana mumamafoni magumbu anoite kuti utikabezeke.
Ruzivo urwu rwunobva kubazi rezveutano nekurerwa kahle KweAana rakabatana neWorld Health Organisation.