Mweya wakatiti tifambe nyika yose netsoka: Mapositori

07 Dec, 2022 - 11:12 0 Views
Mweya wakatiti tifambe nyika yose netsoka: Mapositori Maporofita parwendo-vaina vaDaglous Mandaza kuruboshwe

Kwayedza

PREMIUM

Kingstone Mapupu

MAPOROFITA maviri echechi yeJohane Masowe Nyenyedzi Nomwe anobva kwaMatope kuMt Darwin, kudunhu reMashonaland Central vanoti vari kufamba netsoka nzendo dzekuenda kumakomo anoyera munzvimbo dzakasiyana dzemunyika muno uye vasingageze muviri izvo zvavanoti vakatumwa nemweya mutsvene kutsanya kuti zvichemo zvavo zvinzwikwe naNyadenga.

Madzibaba Taurai Munzwandaoma (24) naMadzibaba Modify Taizivei (26) vemubhuku raDare, kwaMatope, svondo rapera vakasanganikwa navo neKwayedza vari kudunhu raMambo Nyamweda, kuMhondoro vachiratidza kuneta zvekutotadza kufamba.

Vanoti vasvitsa mazuva gumi vachifamba netsoka kubva kuMt Darwin vachida kunosvika kusowe rekumakomo ekwaNevanji, kuMhondoro, kunova kunonzi ndiko kwakatangira Johane Masowe weChishanu.

“Mweya wakabata paneni Madzibaba Modify Taizivei ukataura...

Please subscribe to view this content.

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey