Vanhukadzi 22 vari kubatwa chibharo pazuva

03 Dec, 2022 - 14:12 0 Views
Vanhukadzi 22 vari kubatwa chibharo pazuva Senator Chinomona

Kwayedza

PREMIUM

Nqobile Tshili

DARE reParamende riri kurwira kuti pave nemitongo yakasimba inoranga vanhu vanobatwa nemhosva dzechibharo, kusanganisira vanoroodza vana, zvichitevera ongororo yakaitwa nerimwe boka iyo inoratidza kuti vanhyukadzi vanosvika 22 vari kubatwa chibharo zuva nezuva muZimbabwe.

Vamiriri vechidzimai mudare reParamende svondo rino vakacherechedza mazuva ekurwisa mhirizhonga kuvanhukadzi (16 Days of Activism Against Gender Based Violence) nekufora vachiratidzira muHarare apo mukuru wedare reSenate, Senator Mabel Chinomona, vakazotura mashoko avo.

Mazuva ekurwisa mhirizhonga kuvanhukadzi aya anocherechedzwa gore rega-rega kubva nemusi wa25 Mbudzi kusvika 10 Zvita pasi rose senzira yekuedza kutsvaga nzira dzekupedza dambudziko iri.

Zimbabwe iri kucherechedza mazuva aya apo yakatarisana nedambudziko rekushungurud...

Please subscribe to view this content.

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey