Kwayedza
VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti munhu uyu — uyo anova muimbi wenziyo dzechitendero ari zvakare mutambi anosetsa vanhu (comedian) uye achiita zvemadhirama — ndiani.
Musapfuurwe neKwayedza renyu resvondo rinouya kuti mugoziva munhu uyu.
Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti 0714 200 007.