Bhora mutambo

22 Mar, 2019 - 00:03 0 Views
Bhora mutambo

Kwayedza

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti mutambo weAfrica Cup of Nations (Afcon) uripo pakati peZimbabwe neCongo-Brazaville nemusi weSvondo kuNational Sports Stadium, muHarare uchapera sei.

Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti 0714 200 007.

Hedzinoi mhinduro dzakatumirwa nevamwe vaverengi pamusoro pemutambo weCAF Champions League waiveko pakati peFC Platinum neEsperance yekuTunisia nemusi weMugovera wadarika kuBarbourfields, kuBulawayo.

Mumutambo uyu, Esperance yakahwinha 2 – 1.

0714 398 998 – FC Platinum 0 Esperance 1.

0775 363 417 – 3 – 1 in favour of FC Platinum.

Chandida, Karoi – FC Platinum 2 Esperance 1.

Ndini Chrispen Musarurwa, kwaBakasa, kuGuruve – FC Platinum 1 Esperance of Tunisia 3.

Mashavira Lizwilenkosi in Ngundu – FC Platinum inodirwa jecha 0 Esperance 2.

Portia Gamarian – CAF Champions League: FC Platinum 1 Esperance of Tunisia 1.

Gamarian Garikayi – CAF Champions League Mugovera, FC Platinum 0 Esperance of Tunisia 1.

Am Kuda Sayin, ndiri paTynwald South – FC Platinum 1 Esperance 0.

NdiTaona kwaRusape, 0779 486 442 – Mutambo pakati peFC Platinum vs Esperance yekuTunisia: FC Platinum 0 Esperance 2.

 

Share This:

Sponsored Links