Blogs

8 years ago | October 7, 2016

Gadzirira rondedzero

Ticha Danga NEMHAKA yekuti tiri kuzonyora rimwe pepa rechiShona musi wa13 Gumiguru, gadziriro yedu haiperi. Pepa iroro ...

ziva

MHINDURO yemufananidzo wesvondo rapera ndeinoti chitorobho/zvitorobho. Hedzinoi dzimwe dzemhinduro dzakabva kuvaverengi:

Revai nematambudziko

Munyaradzi  Gunduza NDINOFA NDAEDZA 10. Tsanangura zvimhingamupinyi zvishanu zvinosangana naRevai murwendo rwake kuenda ...

CHISHONA CHAKANAKA

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai ...

DETEMBA TINZWE

Nyorai nhetembo pfupi seriri pazasi motumira ku: Nhetembo, Kwayedza Box 396 Harare kana kutumira pa-Email inoti ...

Vida anetsekana nekusaita mwana

CHITSAUKO 2 (Nyaya yacho): Simon naVida vanogara upenyu hunofadza, Simon achiita zvose zvaanogona kuti mudzimai afare. ...

8 years ago | September 30, 2016

Glen View 5 Primary: Hurudza padzidzo

GLEN VIEW 5 Primary School iri kubudirira muzvidzidzo zvemabasa emawoko zvakaita sekurima nekuchengeta zvipfuyo izvo ...

$3m yezvidzidzo zvestem

HURUMENDE ine hurongwa hwekupa mari inosvika $3 miriyoni kuhomwe yeZimbabwe Manpower Development Fund (ZIMDEF) iyo ...

ziva

MHINDURO yemufananidzo wesvondo rapera ndeinoti vhunurwa kana kuti guurwa. Hedzinoi dzimwe dzemhinduro dzakabva kuvaverengi:

Vakadzi vaviri vane makuhwa

CHITSAUKO 1 – (Ongororo): Sezvambotaurwa mupfupikiso yenyaya yacho, Mai Mashumba naMai Zipfende vanoda kuita ...

CHISHONA CHAKANAKA

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai ...

Gadziriro yebvunzo

Ticha Danga MUSI weChipiri, Gumiguru 4 2016 umwe neumwe achamira nezvake muimba yebvunzo.Kana wakagadzirira hauna hanya ...

Tsumo nemadimikira namukanya

Mhinduro dzesvondo rapera: Zadzisa tsumo dzinotevera:

Ndakaberekwa ndakadaro

BVUNZA KWAYEDZA NASEKURU MUTANGA MUBVUNZO: Sekuru, ndiri munhu ane makore 20 ekuzvarwa, handisati ndaroorwa kana ...

kurodza pfungwa

Munyaradzi  Gunduza MUSEVE USINGAPOTSE Zvekuita: 1. Tsanangura hondo shanu dzinorwiwa muna Museve Usingapotse ...

8 years ago | September 23, 2016

Mumwezve mubairo weKwayedza

Ibepa rakanaka muzvikoro: Shumba KECHIPIRI mukati menguva inokwana mwedzi, bepanhau reKwayedza raremekedzwa zvakare ...

B&P yosimudzira tsika nemagariro

CHIKORO cheB&P Study Centre, icho chiri kwaSeke, chinoti chakazvipira kusimudzira zvidzidzo zvetsika nemagariro uye ...

DETEMBA TINZWE

Nyorai nhetembo pfupi seriri pazasi motumira ku: Nhetembo, Kwayedza Box 396 Harare kana kutumira pa-Email inoti ...

ziva

MHINDURO dzemufananidzo wesvondo rapera ndedzinoti chimbi/zvimbi. Hedzinoi dzimwe dzemhinduro dzakabva ...

Vakabudirira vanozvifambisa sei?

UROMBO huroyi! Hapana munhu anohuda. Tikabvunza wese munhu anoshaya, kana kuti anonzi murombo, tinonzwa achitaura kuti ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey