UROMBO huroyi! Hapana munhu anohuda. Tikabvunza wese munhu anoshaya, kana kuti anonzi murombo, tinonzwa achitaura kuti ...
BVUNZA KWAYEDZA NASEKURU MUTANGA MUBVUNZO: MHINDURO:Sekuru, ini ndatambura nekurota ndichishinha mumachira nemurume, ...
Tafadzwa Mutsotso SAMUSHA vekuti vakatorerwa midziyo yose nemukadzi wavo ndokuenda nayo kumusha kwake vakachema-chema ...
PANE nyaya yaMai Mubhokisi yatakakura tichinzwa, nyaya yokuti patakazovhurika pfungwa takafunga kuti yakataurwa ichida ...
Bvunza Kwayedza naSekuru Mutanga MUBVUNZO: MHINDURO:Sekuru, ndiri mukomana ane makore 19 okuberekwa. Ndine dambudziko ...
MUBVUNZO: Nhai Sekuru, ndakangomera zvimapundu pasikarudzi zvakaita sechisasa. Ndakambobvunza umwe munhu akati, pane ...
NYIKA imwe neimwe pasi rose ine mutemo unonzi ndiwo mutemo wapamusoro-soro, rinove bumbiro romutemo. Kana Zimbabwe inawo ...
MUNONZWA zvichitaurwa, vamwe makazviita mumhuri dzenyu; munozvionawo mumapepanhau vanhu vachishambadza, kana kungoona ...
Bvunza Kwayedza naSekuru Mutanga MUBVUNZO:NEKUZIVA kuwanda kwematambudziko muvanhu, bepanhau renyu kutanga svondo rino ...
REGAI nditange nokukumbira ruregerero kuvaverengi, nokuti chinyorwa chino chinogona kubata-bata vamwe vanhu kubudikidza ...
Yvonne Chidochashe Manyanja MUMWE mukadzi anonzi akazoziva kuti murume wake ane shamwarikadzi yaari kudanana nayo ...
MUNGAONE vanhukadzi mazuva ano vakasunga madhuku mukafunga kuti pamwe kuteta chando. Vamwewo maifunga kuti kusunga dhuku ...
WAFAMBA wapota, vanodaro vakuru. Asi mukufamba ikoko munhu unopfumisa maziso, nzeve nepfungwa. Unoonawo nokudzidza kuti ...
SVONDO rapfuura pandakanyora nezveshasha yetsiva Charles Manyuchi handina kuziva kuti ndiri kukoka nyuchi mhenyu chaidzo ...
MUMADHOROBHA, vanhu vasati vave kugara kumasabhabha, kana kuti dzimba dzomumarukisheni dzichiri mumawoko emakanzuru, ...
KUPERA kwesvondo (Kurume 5) vadzidzi vanhasi, nevaimbove vadzidzi, vadzidzisi nevabereki vakaungana kuchikoro chine ...
KUPERA kwesvondo radarika takaona vaimbi vemisambo yakasiyana, vana nyanduri navamwe vanyori vachipembedzwa mumabasa avo ...
ZVIRWERE zviri kungoramba zvichinyuka gore rega rega zviri kubva kupi, kunyanya zviri zvirwere zvinonzi zvaimboveko kare?
BHAIBHERI shoko raMwari rinotipa kukosha kwezviratidzo kana micherechedzo, zvatingati pachiRungu ma”symbols”. Zviratidzo ...
MUKWENDE mazuva ano ari kupota achimboshaikwa munharaunda kunge ari kugadzirira kurima, kana munhu akurirwa nemutoro.
© 2023 Kwayedza | Disclaimer | Copyright