NHAU DZEKUMATARE

6 years ago | January 12, 2018

‘Murume wangu unoba kubasa, inhema here?’

Lizzy Mushoriwa Murume samusha akashaya pekupinda nekunyara mudare apo mudzimai wake akamufumura achiti zimbavha ...

6 years ago | January 5, 2018

Oramba kuchengeta mwana . . .‘Inini wacho nditori panguva yakaoma’

Lizzy Mushoriwa VANHU vaive mudare vakakahadzika apo mumwe murume akati anokwanisa kubvisa $10 pamwedzi semari ...

‘Mukadzi ndinomuda, zvisinei nechipfambi’

Kingstone Mapupu MURUME wemuHarare — uyo ava kunyatsoziva kuti mwana waaifunga kuti ndewake haazi wake mushure ...

‘Pastor natete mapunza imba yangu’

Gamuchirai Muzanenhamu TETE vekupomerwa kupunza imba yemuroora mushure mekunge vatorana nehanzvadzi yavo ndokuenda kumba ...

Oda kudzika mukadzi demo

Lizzy Mushoriwa MUDZIMAI wekuEpworth, muHarare, anoti ari kushushikana zvikuru nemaitiro emurume wake ekudzokerana ...

Vonzi vakaba ngoda ye$500k

Muchaneta Chimuka VASHANDI vana vekambani yeZimbabwe Consolidated Diamond Company (ZCDC) vakamiswa mudare reHarare ...

6 years ago | December 29, 2017

Ofurufushwa ne‘small house’

Gamuchirai Muzanenhamu MUMWE murume akachema-chema mudare achiti ari kutya kushandisirwa mishonga inokuvadza neaimbova ...

‘Ndidewo ndide murume wangu!’

Gamuchirai Muzanenhamu VAHOSI vakagunun’una mudare vachiti murume wavo ave kupedzera rudo rwose kuna nyachide uye ...

Anokanda vana kumota ichifamba

Lizzy Mushoriwa MURUME samusha anoti mudzimai wake anodya marasha zvekusvika pakukanda vana pamberi pemota yaanenge ...

‘Ifa iwe, hauna basa!’

Lizzy Mushoriwa VAMWE samusha vakachema-chema mudare re- dzimhosva vachiti mudzimai wavo anogara achivataurira kuti ...

6 years ago | December 21, 2017

Opindira amai varere … ‘Ichokwadi, ndine marambadoro’

Gamuchirai Muzanenhamu — MWANAKOMANA wekuti kana adhakwa anotanga kuita mhirizhonga naamai vake opinda mumba ...

Orova mukadzi akamusunga

Gamuchirai Muzanenhamu — MURUME wekuroora mudzimai anoshanda kubazi reCentral Intelligence Organisation (CIO) ...

‘Tiri vana vepfambi’

Lizzy Mushoriwa — VANAKOMANA vaviri vakamisidzana naamai vavo mudare vachirwira imba yenhaka uye vanoti vanogara ...

‘Mukadzi wangu anoda kundidhedha nebanga’

Gamuchirai Muzanenhamu — MUMWE murume ari kuchema-chema mudare redzimhosva achiti ashaiswa rugare neamboiva ...

Gumbura oda $300 pamwedzi

Lizzy Mushoriwa — MUDZIDZISI akagunun’una mudare achiti mudzimai wake anoda kuti abhadhare mari yemendenenzi asi ...

6 years ago | December 15, 2017

Eheka, wakandibata nechikomba, saka?

Gamuchirai Muzanenhamu— MURUME wekuzama kunzvenga kubhadhara mendenenzi achiti aimbova mudzimai wake akamuudza ...

‘Kana ndoda bonde ndinorova mukadzi’

Lizzy Mushoriwa — VANHU vaive mudare redzimhosva vakakahadzika apo mumwe murume akati anosvika pakuzvambaradza ...

Ochekacheka hembe dzemukadzi nebanga

Lizzy Mushoriwa — MUMWE mudzimai akaridza mhere mudare achiti haasisina hembe dzekupfeka sezvo murume wake ...

6 years ago | December 8, 2017

‘Madhamu vangu ma1’

Gamuchirai Muzanenhamu — MURUME wekugarotomutswa neaimbove mudzimai wake uyo anonzi anoenda kubasa kwaanoshanda ...

‘Amai muri pfambi, muroyi wemakoko’

Muchaneta Chimuka — MWANAKOMANA wekuChitungwiza wekutukudzira amai vake achivati ipfambi yemakoko uye vanoroya ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey