NHAU DZEMUNO

7 years ago | June 23, 2017

Mazizamu tugu . . .Akecha mukadzi wemunhu

Kingstone Mapupu — MURUME wemuMukumbura, kuMt Darwin — wekudanana nemukadzi akaroorwa — akazowana zvinodarika ...

Shato dzodya sadza

Kingstone Mapupu naOwen Madondo — PANE mazinyoka mana — ehe 4 — ayo akakura zvekuti anogona kumedza kana munhu ari ...

‘Inyoka dzemidzimu’

Kingstone Mapupu — NYANZVI dzezvechivanhu dzinoti nyoka dzerudzi rweshato — idzo dzinonzi dziri kuonekwa dzichidya ...

Akagocherwa kuenda kubhawa

Blessings Chidakwa ari kuGWERU —MUDZIMAI wekuMkoba 12, kuGweru akapona neburi retsono zvichitevera kupiswa ...

Ndinotaura nevatumwa vaSatani — Prophet

Blessings Chidhakwa — MUPOROFITA wekuHighfield, muHarare, ari kukatyamadza veruzhinji zvichitevera mashoko okuti ...

Cde Chinx: Muimbi, murwi, jinda raMakoni!

CDE Chinx Dickson Chingaira, vakazorora. Vakaenda kunyika isingadzokwi kusvika Jesu vadzoka. Asi vakaziva Cde Chinx ...

Mufundisi akakwatura Mai Mufundisi

Muchaneta Chimuka —MUFUNDISI wechechi yeVictory International Ministries kuChitungwiza akamiswa pamberi pedare ...

‘Wakandipfimba ndikakuramba’

Gamuchirai Muzanenhamu —MURUME wekuendesa muvakidzani wake kumatare edzimhosva achiti ari kumushungurudza ...

Makondirakiti emhando yeAntenuptial

Rumbidzai Tawonezvi-Moyo —MAKONDIRAKITI aya akamira sei uye ndivanani vakakodzera kuashandisa?

Kudya marasha zvose nedota racho

naIgnatius Mabasa —CHIKRISTU sezvatinochiziva chatama, chaburitsa property panze zvekuti kana pakazouya ...

7 years ago | June 16, 2017

32 years . . . ‘handipfeke bhurugwa’

— ‘Ndashinha nevarume 1 000 — ‘Imhiko dzekuti ndiite upfumi’ Kingstone Mapupu — MUKADZI wechidiki ...

Akadzikwa banga ne‘chimoko’

Muchaneta Chimuka — MURUME wekuDema, kwaSeke akapona neburi retsono mushure mekubaiwa kwaakaitwa nebanga ...

nhaka yehuroyi yapanduka

— ‘Akasiirwa naamai vake’ — Otiza nyoka pamusha Munyori weKwayedza — MUKADZI wekuNyanyadzi —uyo anonzi ...

muchinda pfee mugumbeze murere amai

Daphne Machiri — VAGARI vekuCaledonia, pedyo neTafara muHarare, vari kungozengezana netsika yemumwe mwanakomana ...

Mukanda: Chuma cherudo

— Nevarume vave kudawo chinamwari l Vanodzidzisa tsika iyi vari kuwanda Muchaneta Chimuka — “CHUMA kana kuti ...

Zvakakosha pakureva mendenenzi

Rumbidzai Tawonezvi-Moyo — VANHU vazhinji vanoendesa nyaya dzavo dzemendenzi kumatare edzimhosva vanenge ...

Kuparidza simba reweti yegudo

naIgnatiusMabasa — HUPENYU hune tsika yekubheurira marara ahwo pachivanze chako iwe uchangobva mukutsvaira. ...

7 years ago | June 9, 2017

Kombi iri kuti ‘ndaneta’

Kingstone Mapupu — MBAVHA nhanhatu idzo dzaida kugujunura mapatsi ekombi iri pedyo nerimwe garaji mumugwagwa ...

Akaremara apuruzirwa nevaroyi

Kingstone Mapupu — MUDZIMAI wemuguta reHarare anonzi akwanisa makore 31 achingogara mumba bedzi uye asingabude ...

Baba nemwana vorwira ‘mudiwa’ muzukurusikana

— Pakatozvarwa kamwana Kingstone Mapupu — BABA nemwanakomana wavo vekuGokwe vanonzi vari kurwira ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey