Kingstone Mapupu KUBVA kare, nyaya dzekupfuhwirwa kwemurume nemukadzi – zvikuru vanenge vari muwanano – dzakagara ...
Kingstone Mapupu MUKURU wemasabhuku kudunhu raMambo Mujinga, kuHurungwe anokurudzira kuwedzerwa kwemasabhuku echidzimai ...
Muchaneta Chimuka MWEYA wemunhu anenge afa — kunyanya nenzira yekupondwa, kuroyiwa kana imwe firo isinganzwisisike — ...
Tendai Gukutikwa naLiberty Dube NYAYA yehuroyi yakonzera kupesana kweimwe mhuri yekwaMutare zvichitevera kupomerwa kuri ...
naWedzerai Nhemachena TICHIRI munguva yekupemberera gore idzva kudai, tinokokwa tose kuti tipembererewo kuvambwa kweDare ...
Muchaneta Chimuka VERUZHINJI vari kupa mafungiro avo akasiyana zvichitevera danho rakatorwa neHurumende rekuti vanhu ...
Muchaneta Chimuka VERUZHINJI vari kupa mafungiro avo akasiyana zvichitevera danho rakatorwa neHurumende rekuti vanhu ...
Evoi Chuma Soko yangu yiyi yaSamambita. Maita Gototsa Mukanya, Chuma chaMukaradzi china mahapa, Chinoti kapa kapa, Maita ...
naWedzerai Nhemachena VAMWE vangabvunze kuti ndedzipi idzi dziri kunzi dzisaridzwe, uye ari kunzi akadzipakata ndiani? ...
Maita Wadyegora, Evo, Moyo, mwana waRusike, Maita vari Dombotombo. Kuziva zvenyu vari mazave, Maita zvenyu vari Mandoga, ...
naWedzerai Nhemachena TICHIKURA, taigaroyeuchidzwa nevabereki kuti kana tichidya tisakanganwe kuti mangwana tichada ...
Abel Ndooka MUNYORI wemabhuku, Mirriam Kwenda-Mutize, anoti zvakakosha kuti vanhu vachengetedze tsika dzavo, zvikuru apo ...
naWedzerai Nhemachena NGURUVE inozivikanwa semhuka ine mafuta akawanda. Naizvozvo, vanobika nyama yenguruve vanoziva ...
Muchaneta Chimuka KUBVA pasichigare, pane nzira dzechivanhu dzaishandiswa kuti vanhu vazive mamiriro achange akaita ...
Shiri Maokomavi
KAZHINJI pamusha pakaita dambudziko, vanhu vanoita tsvagurudzo kuti vaone chapinda mumusha. Nedzimwe dzenguva, vamwe ...
KANA vanhu vachifamba rwendo rwavasingazive kuti vari kuenda kupi, vachinoitei ikoko kwavari kuenda, nokuti ndiko ...
MURUME wekwaMutare ane makore 32 okuberekwa ari kupomerwa mhosva yekuchiva amai vake vekumubereka zvekusvika pakuda ...
KANA vanhu vari parwendo, asi vasingasvike, vanokahadzika kuti kwavari kuenda chaiko ndekupi nokuti vanenge vachiona ...
Kingstone Mapupu MAPURISA eZimbabwe Republic Police (ZRP) ekwaNyamweda, kuMhondoro ari kuferefeta nyaya yatezvara weko ...
© 2022 Kwayedza | Disclaimer | Copyright