NHAU DZEMUNO

7 years ago | June 9, 2017

Baba nemwana vorwira ‘mudiwa’ muzukurusikana

— Pakatozvarwa kamwana Kingstone Mapupu — BABA nemwanakomana wavo vekuGokwe vanonzi vari kurwira ...

Weti yegudo ‘chamvari’

— ‘Mupfuhwira wakapenga’ — ‘Asi zvine matambudziko’ Muchaneta Chimuka — MUNYAYA inoshamisa zvikuru, ...

Anorwadziwa nechikomba chaamai vake

Anesu Kurebwaseka ari kwaMUTARE — MURUME wemuguta reMutare – wekupwanya laptop yaamai vake senzira yekuvapfidzisa ...

Makore 15 mujeri kumukadzi ari hiv+

Muchaneta Chimuka — MUDZIMAI wekuChitungwiza, uyo anorarama neutachiona hweHIV, akatongerwa kugara mujeri ...

Akagocha kamwana nekuda madima

Julia N’andu ari kwaMUTARE — MURUME wekwaOdzi akadhonzerwa kudare redzimhosva akatarisana nemhosva yekurova ...

Zvimwe zvinoda chipatara: Dr Moyo

Munyori weKwayedza — VACHITAURA pamusoro pezviri kuitika kuna Gladys, mukuru wechipatara cheChitungwiza Central ...

Inini ndini ndisisiri bhoo

naIgnatius Mabasa — NHASI ndapotsa ndatsika musikana wechidiki anga achidarika mugwagwa achitaura pafoni. Ndabva ...

7 years ago | June 2, 2017

Bhudhi nasisi tiba murudo!

Kingstone Mapupu — MURUME wekwaNemangwe, kuGokwe, ari kudura kuti apengesana murudo nehanzvadzi yake zvekuti ...

Chipoko chiri kubopa mombe . . . Vanhu vakatopata musha

Kingstone Mapupu naBlessing Chidakwa — IMWE mhuri igere kwaNjelele, kuGokwe, yakapata musha ichitiza chipoko ...

Vokwesha mombe ‘nhova’

— Vanoshandisa munyu, masaga — ‘Tingadii, isu tisina mishonga?’ Muchaneta Chimuka — VARIMI vekuGokwe ...

Vaida kuramwa chitunha kuKwayedza

Kingstone Mapupu — YAKAVE batai-batai parufu rwechembere yekwaMangwende, kwaMurehwa, apo mumwe mwana wavo anonzi ...

Akayedzerwa ari musvo

Blessings Chidakwa VAGARI vekwaMambo Mapanzure, kuZvishavane, vakasara vasina nechekutaura svondo rapera zvichitevera ...

Ndinonamatira pfambi, mhondi – Muporofita

Kingstone Mapupu PANE muporofita ari kuti muchechi yake anonamatira nekutendeutsa pfambi, mhondi mbavha kana kuti makororo.

Akaba pefiyumu ye$4

Muchaneta Chimuka NYAYA yekuda kupfapfaidza tunonhuwirira pamuviri senzira yemucheno yakaparira murume wekuBeatricce, ...

Mhando dzezvekudya

Ticha Danga — NHAURWA yekudya nekunwa ndiyo inovaka munhu. Kushingaira kunoitwa mumatunhu nemumadhorobha ...

Hello Papa God, sei sei kuHevhalo?

IMBWA HAIHUKURE SADZA naIgnatius Mabasa NDINODA nyika yangu zvekupenga. Ndicho chikonzero chinoita kuti ndinyore ...

7 years ago | May 26, 2017

tsikamutanda, mupurisa tiba!

— Cst ndokutyorwa ruwoko —N’anga yakakakachurwa dumbu Blessings Chidakwa naKingstone Mapupu — ...

NetOne yoita basa sebasa

Abel Ndooka — KAMBANI yeNetOne yakaparura chirongwa che”Basa sebasa” icho chichaona vanhu vanosvika 20 000 – ...

Misodzi yemufaro neKwayedza

— Madzimai vakakumba mibairo yemucheno Muchaneta Chimuka — AKAVE makuwerere aiperekedzwa nemisodzi yemufaro ...

Kana zvandibata . . .

‘ndinosanduka kuita senyoka’ ‘. . . ndichiona zvivanhu zvinenge zvimhuka’ Kingstone Mapupu — MUSIKANA anogara ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey