NHAU DZEMUNO

7 years ago | April 21, 2017

Kudoripwa mombe 60 . . .

 — zvidhoma zvotora mari  mu‘till’ Kingstone Mapupu — IMWE mhuri yekwaMambo Chikwizo, kuMudzi, inonzi ...

Rusununguko: Zvaida kuzvipira

NEMUSI weChipiri svondo rino, 18 Kubvumbi, zvizvarwa zveZimbabwe zvakabatana mukucherechedza zuva guru iro rakawana ...

Akangomuka ava bofu

Kingstone Mapupu — MURUME wechidiki wekwaNyashanu, kuBuhera, ashaya zano rekuita zvichitevera kungofuma kwaakaita ...

‘Ndamomoterwa nezvikwereti’

Gamuchirai Muzanenhamu — MURUME anoshanda muchiuto wekuendeswa kudare neaimbove mudzimai wake akachema-chema ...

‘Uku kuroyiwa kwepamusoro’

Munyori weKwayedza — MUKURU wesangano reZinatha, VaGeorge Kandiyero, vanoti Vambe akaroyiwa.

$20 cash back: Ruzhinji rwotaura

Abel Ndooka — VERUZHINJI vari kugashira nepakasiyana chisungo chakatorwa nebhanga guru renyika, reReserve Bank of ...

Hwindi, mutyairi vakaba mari

Muchaneta Chimuka — MUTYAIRI wekombi pamwe chete nakondakita wake, avo vakaita museve waenda neuma ndokutsakatika ...

Varidzi vemashabhini vakasungwa

Muchaneta Chimuka — VANHU vana vekuBeatrice, avo vakazama noto nekutsvaga mari kuburikidza nekutengesa doro ...

7 years ago | April 14, 2017

‘ndinodyiswa nhunzi, honye’

‘. . . nehove mbishi’ ‘. . . Zvichitondinakira’ ‘. . . Ndozorutsa ropa’ Kingstone Mapupu —- MUKADZI wechidiki ...

marabha ava mupositori

—  ‘Kurwara kwandizivisa Mwari’ l Akarohwa kupfambi: Kapfupi Kingstone Mapupu — MUIMBI uye ari shasha ...

‘kwayedza muchapedzerana nenjuzu’

Kingstone Mapupu — MUKADZI anongoda kunzi Mai Chikerema, uyo anoti anorarama upenyu hwepasi pemvura munzizi ...

Mupositori dzvi achibira n’anga

… ‘Nzara ndiyo yandituma kuba’ … ‘Isisu hatibirwe zvekumhanya’ Kingstone Mapupu — VARUME vaviri — ...

Ndichamuimbira kambo: Kapfupi

Kingstone Mapupu — MUIMBI ane mukurumbira uye ari mutambi wemusara (dhirama), Freddy “Kapfupi” Manjalima, anoti ...

Akajutwa $300 ‘nemushandi’ weZesa

Muchaneta Chimuka — MUDZIMAI anoshanda semuuto akagurwa kunorira nemumwe murume uyo ainyepera kuti anoshandira ...

Vanhu kwete zvinhu

MUMWE murume akaendeswa kudare nemhosva yekupa mwana wevaridzi pamuviri. Murume uyu akaudza dare kuti nhumbu ndeyake, ...

Nyoka dzaimusveta ropa, uku n’anga ichimubhinya

Munyori weKwayedza — MUCHIITIKO chinokahadzisa zvikuru, imwe n’anga inonzi yakatema mumwe mudzimai nyora ...

Zvidavadi zviri murungano

Munyaradzi Gunduza  —- Zvidavado zvinoshandiswa nemunyori pakuruka nyaya:

Pasika: Kupemberera rudo!

PASIKA kana kuti Easter iri kutanga Chishanu chino iri Good Friday. Iyi inguva inocherechedzwa pasi rese.

7 years ago | April 7, 2017

‘Ndinoroyera New zealand’

— ‘Ndiko kune vamwe vedu’ — ‘Ndinoita 1 hour nerusero’ Kingstone Mapupu — MUKADZI wechidiki ...

‘Ndakachekeresa kamwana’

Tendai Gukutikwa — MURUME wekudunhu raMutasa, kwaMutare, akashamisa vanhu vaive mudare ramambo apo akareurura ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey