Munyori weKwayedza — PROPHET Tapiwa Freddy vechechi yeGoodness and Mercy Ministries kuGlen View, muHarare, vanoti ...
Ignatius Mabasa — KUDHIRIKIRA kwetsime kunokonzerwa nerudzi rwevhu repakacherwa tsime racho. Kuparara nekurasika ...
— ‘Hatimusungise, regai titaurirane’ Kingstone Mapupu — MHURI yekwaTumba inogara kuOld Mabvuku, muHarare — ...
— Rekeni imhosva: Mapurisa — ‘Afa anaka kudii kwacho?’ — ‘Chokwadi ngachitaurwe’ —‘Haana ...
Kingstone Mapupu — VANHU vainge vakaungana parufu rwemumwe murume kwaChinamhora, kuDomboshava, vakazokahadzika apo ...
— N’anga inoworora vanotora vakadzi, varume vevaridzi Kingstone Mapupu — IMBOFUNGA izvi! Uri kusasana zvako ...
Malven Mugadzikwa — KAMBANI yeNetOne svondo rino yakaparura zvirongwa zviviri izvo zvakanangana kurerutsira ...
Muchaneta Chimuka — KAMBANI yeEconet yovandudza zvirongwa zvayo zvekufambiswa kwemari kuburikidza neEcoCash ...
Abel Ndooka — MUDZIMAI wemutungamiriri wenyika yeNamibia, Mai Monica Geingos, vanoti zvakakosha kuti vabereki ...
Ignatius Mabasa — NDIPO patasvika apa! Kuburutsirwa pasango nekuti bhazi retsika nehunhu rapera dhiziri tisati ...
‘Anoita kudarika murume wangu’ Owen Madondo naKingstone Mapupu “MURUME wangu namadzibaba ndinovada vose. Asi ...
Kingstone Mapupu — VAKADZI vatatu vemhuri imwe chete vekuDema, kwaSeke, havana rugare — mumwe wavo anorota ...
Kingstone Mapupu — PARUFU rwemumwe murume wekuEpworth, muHarare, pakamuka chimoto mushure mekunge hama dzake ...
. . .varoora 2 ndokufamba vari musvo Pamela Shumba — VAROORA vaviri — avo vakawanikwa pamhuri imwe chete — ...
Ticha Danga — TINORUSIMUDZIRA rwiyo rwewanano tichibva patakapedzisira pamatenga gudo tichipinda mune imwe nzira ...
naIgnatius Mabasa — KUNE vanhu vanotya Satani kunge vapindirwa mumba nenyoka. Asi Satani haana simba kunze ...
Kingstone Mapupu — MUKURU wesangano rinomirira chechi dzechipositori reApostolic Christian Council of Zimbabwe ...
Kingstone Mapupu — MUSIKANA wechidiki anogara kuCaledonia Phase 1, kuEastview muHarare, ari kuyaura nemaronda ...
Kingstone Mapupu — MAGWARO ane Kwayedza enyaya yemusikana wekuti akapiswa muviri wose nemukomana wake anoratidza ...
Tandayi Motsi — MUTUNGAMIRIRI wenyika President Mugabe vanoti Hurumende iri kutora matanho akasimba ekusimudzira ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright
We value your opinion! Take a moment to complete our survey